kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

alick macheso – sarah كلمات اغاني

Loading...

[verse 1]
zvamunoona mwana uyu takadanana tiri vaviri pasina vamwe vaya
chitsividzo chedu hatichakanganwe nekuti pane veshanje

mumoyo mavo zvangova zvitsvambe havazvide zvinovashungurudza moyo
havazive patakadanana kuti ndezvipi zvatakatsidzirana

(oo mama)

[verse 2]
saka ndati musarwadziwe moyo nerudo rwedu ini naye
dayi murivamwe mayitofara, vamwe veduwo vasanganiswa aah

zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzedu tiwudzeyiwo
kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vеduwoo, makasvika sei?
zvimwe vamwe vangangoda kuziva shamwari dzеdu tiwudzeyiwo
kuti musvike pamakasvika apa, vamwe vwduwoo, makasvika sei?

[chorus]
inga ndini wani ndakamuda ini
inga ndini wani ndakamuda ini
zvamayimunyenyeredza kureva mayimutya imi

zvandakapedza hwuswa hwesango ndichimufambira

pandakarohwa nababa vake makandiseka
pandakarohwa nababa vake makandiseka
zvandakarumwa nembwa dzekwavo zvakakusetsai

nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
nhasi ndavenaye mavekugumbuka sei?
sarah iwe, sarah iwe
sarah iwe, sarah iwe
sarah iwe w_ngu, sarah iwe
sarah iwe w_ngu, sarah iwe
sarah iwe, sarah iwe
sarah iwe

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...