kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

alick macheso – kumhanya kuripo كلمات اغاني

Loading...

[verse 1]
ngozi huru yatakapara kuna amai mkoma woye
amai kusvika mukufa here pasina aripa

[verse 2]
ngozi huru yatakapara kuna amai mkoma woye
amai kusvika mukufa here pasina aripa

[verse 3]
vana vazvino tomhura vabereki huroyi hwatisingazive
mwedzi minomwe vakakutakura vakatadza nei?
vana vazvino tomhura vabereki huroyi hwatisingazive
mwedzi minomwe vakakutakura vakatadza nei?
tinozviziva hengu zviriko asi kodzero ishoma
titsvakei nzira dzakareruka dzekutsiura nadzo
vana vedu vachatevera zvisavanetse

[verse 4]
tinozviziva hengu zviriko asi kodzero ishoma
titsvakei nzira dzakareruka dzekutsiura nadzo
vana vedu vachatevera zvisavanetse

[verse 5]
chinamato hachina kuuya nekuparadzanisa hukama hwedzinza chinamato inzira, mabira, mashave akacheneswa aha
chinamato hachina kuuya nekuparadzaisa hukama hwedzinza chinamato inzira, mabira, mashave akacheneswa aha
kunzvenga nyora
[chorus]
k_mhanya kuripo amai (mai mwari wee) hanganwa dziripo (huwee), hwedza ndinhasi
ndinok_mbira kuk_mbira ruregerero, baba, baba k_mhanya kuripo amal (mai mwari wee)
hanganwa dziripo, hwedza ndinhasi
ndinok_mbira kuk_mbira ruregerero, baba, baba
hanganwa dziripo amai
k_mhanya kuripo, hwedza ndinhasi
munotorana vana vemhuri mhuri imweyo
hanganwa dziripo amai (mugare dare)
k_mhanya kuripo (kugadzira ramangwana), hwedza ndinhasi
munotorana vana vemhuri mhuri imweyo
k_mhanya kuripo amal (mugare dare)
hanganwa dziripo (kugadzira ramangwana), hwedza ndinhasi ndinok_mbira kuk_mbira ruregerero, baba, baba
k_mhanya kuripo amai (baba, baba)
hanganwa dziripo (baba, baba), hwedza ndinhasi
ndinok_mbira kuk_mbira ruregerero (mai, maiwee, huwee)

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...