kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

5nine – mzezuru كلمات اغاني

Loading...

she called in the morning
to say good morning
that’s right…
hanzi mamuka sei mhofu
munozviziva rudo ibofu eeehee
nhasi ndazvibatira wezera
mangwana ndonorara ndave wenera
wenera ndinenge ndine kangu kamzezuru

and when she talking and talking
and the way she looks at me
oooh shawty
anoita zvandoda
amai when she shaking in motion
and the way she whine for me
oooh shawty
anoita zvandoda

(chorus)
ndawana kamzezuru
kamzezuru
ndawana kamzezuru
heavy chimoko kashona sauce
ndawana kamzezuru
kamzezuru
ndawana kamzezuru
heavy chimoko ka shona sauce
and when she talking and talking
and the way she looks at me
oooh shawty
anoita zvandoda

(verse 2 )

chistopper wairesi inzwa inini
ndoda kamushona ini amainini
vane kamutambiro ka whining
apa ka body vane ka designing
ndabata kangu ndega
kubva kudenga
ndechangu chandabata musandivenga
apa mune ruchiva ibvai imi
kuchera rudo rw_ngu kunge mining
ka babe bhoo aka mushona
yese yandoda kanoigona
kanongoda rudo kwete madhora
but ukaita mafunnz kane hora

(chorus)

ndawana kamzezuru
kamzezuru
ndawana kamzezuru
heavy chimoko kashona sauce
ndawana kamzezuru
kamzezuru
ndawana kamzezuru
heavy chimoko ka shona sauce
(verse 3 )

shamwari twakawanda twumwe tuchakuleta down
asi kwete tuma shona sauce
mashona sisters ini ndinotopfekedza crown
why don’t we brag the way that they cook
at times we overlook
a zimbabwean girl and a shona girl
come and take a look

kana uchida
mudzimai akanaka iwe
kana uchida
chimiro chakasvika iwe
kana uchida
runako rwakatsetseka
tora mushona, to_tora mushona

kana uchida
mudzimai akanaka iwe
kana uchida
chimiro chakasvika iwe
kana uchida
kunaka kwakatsetseka
tora mushona, he_tora mushona

and when she talking and talking
and the way she looks at me
oooh shawty
anoita zvandoda
amai when she shaking in motion
and the way she whine for me
oooh shawty
anoita zvandoda

(chorus)
ndawana kamzezuru
kamzezuru
ndawana kamzezuru
heavy chimoko kashona sauce
ndawana kamzezuru
kamzezuru
ndawana kamzezuru
heavy chimoko ka shona sauce

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...