
witcure (badbwoi) - gwati كلمات أغنية
bigtingyahd productions
sound ah big ting
kasichaz kepa loko loko (badbwoy again)
kasichaz kepa loko loko
verse
ndakati nditi cheu…
wanike kuna general rasta
ndakafunga kudhiza boiz ndikanzi glata
ndakazokaruka ndongorova marata
kushaya kana road
kushaya kana pane booster
ndakamboda k_mbobwaira bwaira… ndichibhaiza bhaiza
vonditasva kunge bhiza
baad fon vondichaira chaira
handichadaira daira
boiz ndaida kutiza
chorus
gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaridhira sichazi
haaa
ranga riri gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaonera sichaz
haaa
verse
dhuma dhuma… nemafia riri pabase
serious face kunge vari kutamba chase
ndakamboda kuva….
vanga vofinyama face
pasina kana time ndanga ndopinzwa murace
mmm
akati mhanya… pasina kareverse
ndikati general regai ndimborova verse
zvikanzi mupfana wakadhakwa voice rako rine bass
zvikanzi ita steady chifinyama yako face
chorus
gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaridhira sichazi
haaa
ranga riri gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaonera sichaz
haaa
verse
pfungwa dzakadzokedzana kutoita steady
ndanga ndina mkoma w_ngu gaza kah nabad
hatibatike… hatisungikee… hatishaikwee
set di ting gwaan bad mmm
tichingopesana nemafia pakona
ndikati nhasi tsamba yangu vaiona
zvikanzi mupfana… nhasi auna chawagona
ganaz rakachona sichaz yacho itori horror
hoooi
chorus
gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaridhira sichazi
haaa
ranga riri gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaonera sichaz
haaa
verse
ndakati nditi cheu…
wanike kuna general rasta
ndakafunga kudhiza boiz ndikanzi glata
ndakazokaruka ndongorova marata
kushaya kana road
kushaya kana pane booster
ndakamboda k_mbobwaira bwaira… ndichibhaiza bhaiza
vonditasva kunge bhiza
baad fon vondichaira chaira
handichadaira daira
boiz ndaida kutiza
chorus
gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaridhira sichazi
haaa
ranga riri gwati remuganaz
gwati remuganaz
ndorakandichinja mood monaz
kuswera ndakadzima
kusaonera sichaz
haaa
كلمات أغنية عشوائية
- empire records - liar كلمات أغنية
- like mike - nba 2k2 كلمات أغنية
- serendipity - never a day كلمات أغنية
- kiss - shout it out loud (live "greatest kiss") كلمات أغنية
- various artists - i know you got soul كلمات أغنية
- 2pac - street fame (briss remix) كلمات أغنية
- tlc - get it up (from the film poetic justice) كلمات أغنية
- narcotic thrust - i like it (pete lorimer's 29 palms remix) كلمات أغنية
- weird al yankovic - syndicated inc. (parody of "misery" by soul asylum) كلمات أغنية
- huey lewis the news - i want a new drug (live) كلمات أغنية