winky d - simba كلمات الأغنية
chiextra
haaaha
tirikutsvaga simba
kuno tirikutsvaga simba
tirikuda simba
[chorus]
maziso edu zhinji ndeekutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
munenge murimberi kw-ngu ndirikutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
[verse 1]
inini zvangu zvandibata ndakuyenda
osikidhi ndakufamba nekutenda
thisi time ndakufamba ndine agenda
ndiyereseyi kunge november
itayi chese chandabata chiite
zvisina kururama itayi nditye
zvandinoshuwira ndizadzikise
handisi chinhu asi ndinofara hama yangu ndishe
[chorus]
muchindiona ndirikutsvaga simba
simba ndosaka ndayimba
muchindiona ndirikutsvaga simba
ndifambire mudenga
pasi zvakadzimba
maziso edu zhinji ndeekutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
munenge murimberi kw-ngu ndirikutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
[verse 2]
ndabata icho nechinochi
ndafamba nemaporofita kunga timoti
nguva irikupera tichingoti
zvichanaka, tichishayiwa musimboti
zvepasi zvakawoma asi tatrya-trya
tinoda simba tisvike panevaya-vaya
kubva mangwanani kusvika rinyure
ndiripo pandima
ndabata shaya ndag-ya-g-ya
[chorus]
muchindiona ndirikutsvaga simba
simba ndosaka ndayimba
muchindiona ndirikutsvaga simba
ndifambire mudenga
pasi zvakadzimba
maziso edu zhinji ndeekutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
munenge murimberi kw-ngu ndirikutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
maziso edu zhinji ndeekutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
munenge murimberi kw-ngu ndirikutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
maziso edu zhinji ndeekutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
munenge murimberi kw-ngu ndirikutarisa
hatione baba
ndipeyi simba kunge bona
ndigamheyi ndisadonha
كلمات أغنية عشوائية
- charles hamilton - silver spoon كلمات الأغنية
- weelz - quase كلمات الأغنية
- barry manilow - stay (live) كلمات الأغنية
- meg donnelly - look what you made me do كلمات الأغنية
- skip james - i'm so glad كلمات الأغنية
- safe sin - lie again كلمات الأغنية
- flora (pop) - sleep كلمات الأغنية
- zpu - intro + anatomía + angel guardián (directo) كلمات الأغنية
- khundi panda - #plainpurpose كلمات الأغنية
- marcella bella - scusa ci sto كلمات الأغنية