winky d - nherera كلمات الأغنية
nhangamute, nhangamute
nhangamute, nhangamute
nhangamute, nhangamute
nhangamute, nhangamute
hupenyu mutoro hunorema
ungava unowana usasema
ida wekwako nyangwe zvichirema
ngatipukutane misodzi mukuchema
p_p_panochema nherera, pazere matsi
vose voita sevasinganzwi
misodzi ndayerera, asi hazvishandi
mombe dzemurombo hadziwandi
yuwi yuwi yuwi, ndochema
maihwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
yohwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
maihwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
yohwe, ndochema
hapana hapana hapana
inofura iri yoga
hapana hapana hapana
inokunda nehumbimbindoga
anowana ngaapewo asina
magood samaritan hapachina
haungaite bhutsu shanu mumwe asina
tongoti takakomborerwa nyamba hatina
kuchema kwayo nherera misodzi
kunokwanisa kuunza njodzi
oskid ngwarira, kwawafamba tarira
unogona kupesana nengirozi
panochema nherera, pazere matsi
vose voita sevasinganzwi
misodzi ndayerera, asi hazvishandi
mombe dzemurombo hadziwandi
yuwi yuwi yuwi, ndochema
maihwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
yohwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
maihwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
yohwe, ndochema
dzinogobata sei hope
mazwi mazhinji achichema?
nhasi ndini, mangwana ndiwe
ngatibatsirane pazvinorema
misodzi yenherera haitambiswe
izvozvo handiite kusvika ndife
kubatsira hakuna kuipa, rega ndipe
vazhinji vanowana havazvikwanise
hauzvipembedze nekubatsira hama neshamwari
asina an0batsirwa nani?
vanokwanisa kubatsira vatorwa pano vangani?
taura chokwadi pamberi pamwari
panochema nherera, pazere matsi
vose voita sevasinganzwi
misodzi ndayerera, asi hazvishandi
mombe dzemurombo hadziwandi
yuwi yuwi yuwi, ndochema
maihwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
yohwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
maihwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
yohwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
maihwe, ndochema
yuwi yuwi yuwi, ndochema
yohwe, ndochema
كلمات أغنية عشوائية
- lil wayne - down here كلمات الأغنية
- alia - joker كلمات الأغنية
- nefertitti avani - flossin' كلمات الأغنية
- årabrot - the isis pool كلمات الأغنية
- peter lemarc - fredrik åkares morgonpsalm - 2007 remastered version كلمات الأغنية
- pensoativo - não sei amar كلمات الأغنية
- dia (do it amazing) - 이 노래 들어볼래 (i'll listen to this song) كلمات الأغنية
- dj caique - um só coração كلمات الأغنية
- krister & dalbani - all of my love كلمات الأغنية
- febem - pega a visão كلمات الأغنية