
winky d - iyeye كلمات أغنية
intro
jah know
iyeye
iyeye
ay
verse
pandakakanda shoko, wakabvuma wani
ukati feel free, svika pajabu na1
ukati hauterere mafun’ga_fun’ga wani
zvino zvaipa papi? usandipumha mhani
wavakuwanza twumaskits
bvisa nzveve dzako k_mastreets
dzikama, rudo harwusi cheap
zvakuda kutaurirana tichiti
chorus
ingawani ndakakupa moyo
saka usaite iyoyo
ngavasakufurire ikoko
kuno handichinje mashoko
hook
ndovati
iyeye, iyeye
hana yakarovera iye
iyeye, iyeye
hakuna asingazive kuti
iyeye, iyeye (iyeye)
hana yakarovera iye
iyeye, iyeye (iyeye)
hakuna asingazive
iyeye, iyeye
yeah, iyeye
iyeye, iyeye
yeah, iyeye
verse
varikutrya kuti separater
howo, manje ndavaketa
ndinopa rudo rwun0buda mubepa
havambotipesanisa, varikunyepa
pano panodiwa munhu kunge mari (mari)
hazvigonekwe kana nani (nani)
ndakatrainer rudo saka don’t worry
tosvitsana kufinale
saka ngatingochimhanya tiri two _ binary
usakanganwe, nyora mudiary
tive nyama imwe kusvika mukufa
mapfupa edu achaoonekwa mugallery
chorus
ndakakupa moyo
saka usaite iyoyo
ngavasakufurire ikoko
kuno handichinje mashoko
hook
ndovati
iyeye, iyeye
hana yakarovera iye
iyeye, iyeye
hakuna asingazive kuti
iyeye, iyeye (iyeye)
hana yakarovera iye
iyeye, iyeye (iyeye)
hakuna asingazive
iyeye, iyeye
yeah, iyeye
iyeye, iyeye
yeah, iyeye
verse
pandakakanda shoko, wakabvuma wani
ukati feel free, svika pajabu na1
ukati hauterere mafun’ga_fun’ga wani
zvino zvaipa papi? usandipumha mhani
wavakuwanza twumaskits
bvisa nzveve dzako k_mastreets
dzikama, rudo harwusi cheap
zvakuda kutaurirana tichiti
chorus
ingawani ndakakupa moyo
saka usaite iyoyo
ngavasakufurire ikoko
kuno handichinje mashoko
bridge
(fight)
hook
ndovati
iyeye, iyeye
hana yakarovera iye
iyeye, iyeye
hakuna asingazive kuti
iyeye, iyeye (iyeye)
hana yakarovera iye
iyeye, iyeye (iyeye)
hakuna asingazive
iyeye, iyeye
yeah, iyeye
iyeye, iyeye
yeah, iyeye
كلمات أغنية عشوائية
- pthuggin & lil tiffany - thirty كلمات أغنية
- 3rd prototype - after the storm كلمات أغنية
- orleans - i'll go crazy كلمات أغنية
- sidalme - nomore كلمات أغنية
- genesix - ghosts كلمات أغنية
- lesly ja - fuck the planet, adios كلمات أغنية
- 101barz - kevin - wintersessie 2020 كلمات أغنية
- אלון אולארצ’יק - dvora - דבורה - alon oleartchik كلمات أغنية
- diaframma - voglia di... كلمات أغنية
- younha - 텔레파시 (telepathy) كلمات أغنية