kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

winky d - dai lyrics

Loading...

intro
jah know
hona oskid
uh, ay
bridge
hanzi nguva inopedza marwadzo
shungu muhana ndinadzo
kusazvireva chitadzo
ndak_mbira ropafadzo
pre_chorus
dai, dai, dai
mmm
dai, dai, dai
chorus
nekuti rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unosvika pakushaya wekuchemera
rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unogona kutoshaya wekuchemera
hook
dai, dai ndaikwanisa
k_misa nguva, ndoidzora k_mashure
dai, dai ndaikwanisa
kungomisa nguva, ndoidzora k_mashure
tidzokere paye, paye_paye
tidzokere paye, paye_paye
paye, paye_paye
paye, paye_paye
verse
pataiwirirana
mazuva ataimirirana
tichitsidzirana
phone husiku topinzirana
weekend taiswera tese
vari vanhu, tainyeya tese
zvataiwana, tai_share tese
zvodzimba, hatichina care tese
yangova mumwe kwake, umwe kwake
pfungwa dzichiti; “akasanditanga, ini handitange”
moyo uchiti; “haiwa iri idambe, iri idambe”
tsvaganai muwanane mufambe, mufambe
chorus
nekuti rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unosvika pakushaya wekuchemera
rudo icamera
rwunoumba ndangariro dzokutevera
rudo icamera
unogona kutoshaya wekuchemera
hook
dai, dai ndaikwanisa
k_misa nguva, ndoidzora k_mashure (ndoidzora k_mashure)
dai, dai ndaikwanisa
kungomisa nguva, ndoidzora k_mashure
tidzokere paye, paye_paye
tidzokere paye, paye_paye
paye, paye_paye
paye, paye_paye

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...