winky d - chitekete كلمات الأغنية
intro
here comes the music thing called the 90s dancehall
gafaa zvekare
oskid oskid
kutorerwa moyo kuri easy so (hayii hayii x2)
in w-ngu moyo wakabiwa ndiri grade 4
tiri kuchikoro pacivies
pange pakawanda maactivity
ndakabata maputi nefreezit
tiri pacivies taizivikanwa nematirikisi
happy happy tichitamba jipisi
mwanasikana waitamba zvin0bata moyooo
ndikati dj changamuka pakadai hapadi chinono
dzokorora nziyo iyoyo
chorus
chitekete chitekete chiteketee
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
verse 1
ndakakakwaziva ndeipi yako
iyi ndosong yangu pamuchato ndakakabvunza unoda upi musambo
kakati ndongoda kunzwa mbuya mlambo
ndabva ndazviona kuti ndekenyambo
ndikakaudza nezvesimba and jumbo kakabva katanga kubata k-meso kachinyara
kakanditi iwee usandidaro
pabreak time ndichakutengera chicandy cake
ndodya pane flour iwewe wodya candy chete
ndakati kamutambiro kako ukakura wakafita kutamba muband chete
waitamba zvin0bata moyo
ndikati dj changamuka pakadai hapadi chinono
dzokorora nziyo iyoyo
chorus
chitekete chitekete chiteketee
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
verse 2
takasanganiswa papera makore gumi neshanu
takatarisana maziso yakabva yarova hana yangu
ndikati babie ndaremember
tichiri vadiki
ndaremember
babie ndaremember
ndakura ndava pacheecky ndazvitemba
mupfungwa dzangu ndakag-ya ndavaka musha
hana yangu yakarova
ndobva ndatanga kutya
rudo kubva ndiri mudiki rwaramba kufa
nhasi andimbokusiya ndinga kuruza
hook
mwanasikana waitamba zvin0bata moyooo
ndikati dj changamuka pakadai hapadi chinono
dzokorora nziyo iyoyo
chorus
chitekete chitekete chiteketee
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
taitamba chiteketee chiteketee chitekete
كلمات أغنية عشوائية
- billy k. cee - 42 كلمات الأغنية
- chilly winters - runnin' كلمات الأغنية
- aelonia - zombie كلمات الأغنية
- kinta - modesty كلمات الأغنية
- pinkcyan - i burned the letter that you sent to me كلمات الأغنية
- prāta vētra (brainstorm) - про гуру (about the guru) كلمات الأغنية
- spbgang - пачки евро كلمات الأغنية
- save mars - vision more كلمات الأغنية
- anitta - fica só olhando (ao vivo) كلمات الأغنية
- the showman houdeeeni - familiar feelings كلمات الأغنية