wesley murie - pressure (freestyle) كلمات الأغنية
hook
inini handishande nepressure
inini handiteedzere vese
lowkey pamadhiri angu
saka mira kure usandipusher
inini handishande nepressure
inini handiteedzere vese
bho zvangu ndiri one hangu
saka mira kure usandipusher
verse
vari kunamata mbinga, kupusiswa vakaringa
ndaizviona ndachilla, nhasi kuputsa hari ndashinga
vari kusimbisa guka, kuswera pabase sticker
vari kukanganwa tsika, kuswera mubhawa vachijamba adorned
asi ini handishande ne pressure, inini handiteedzere vese
bro code handitedzere, kana usina plan usandiphonerе
vada kukambira zvirisi zvavo,kuda kutambira kusiri kwavo
vakasateerera zvakaita pharaoh, ndaona gomba k_mberi kwavo
hook
inini handishande nеpressure
inini handiteedzere vese
lowkey pamadhiri angu
saka mira kure usandipusher
inini handishande nepressure
inini handiteedzere vese
bho zvangu ndiri one hangu
saka mira kure usandipusher
كلمات أغنية عشوائية
- jonna lee - newfound friend كلمات الأغنية
- mattz johns - blind in poverty كلمات الأغنية
- last hard men - school's out كلمات الأغنية
- john chisum - i offer my life كلمات الأغنية
- louisiana red - sweet blood call كلمات الأغنية
- lisette melendez - a day in my life (without you) كلمات الأغنية
- monsta boy - sorry كلمات الأغنية
- national lights - swimming in the swamp كلمات الأغنية
- malibu - hole كلمات الأغنية
- joy layne - your wild heart كلمات الأغنية