
voltz jt - uri wangu كلمات أغنية
ay jt, jt ane ma one
kaliente, dobba don
yeah, focusing on people that be focusing on you ndiyo plan
if you choose me, i’ma choose you
jt ane ma_one, jt ane ma_plan, jt ane ma_one ’cause, ay
ukadaira call yangu ndiri pa_tight, uri w_ngu
ukandikweretesa tuma_bucks, uri w_ngu
kana ukandionesa sichaz yandinenge ndisina kuonera
then automatically waw_ngu
daira call yangu ndiri pa_tight, uri w_ngu
imbondikweretesa tuma_bucks shaa, uri w_ngu
kana ukazo_tipper baby w_ngu kuti mfanha anoswera achikufunga
then thanks uriw_ngu
focusing on people that be focusing on you ndiyo plan
if you choose me, i’ma choose you
please use spotify kana youtube, uri w_ngu, i beg dzima bluetooth
’cause what we need is basic finances for the day
kufamba ne at least one bhuru for emergencies
ku_cover tuma_damages
ever seen a situation worsening
just because iwewe uri broke, hausi mbinga? it’s painful
kuchemera mababy, ukamapihwa uchamapei
mukazofa mese nenzara zvin0betserei?
munenge muchifamba nei?
dzenge dziri nyaya dzei dzinotaurwa nevanhu vasina plan?
ngatipinzane muma_rounds e_bag, uri w_ngu
i wish to afford everything that i wish
so please, usapote uchinditambidza tu_fish
uchitadza kungondidzidzisawo kuraura fish, uri w_ngu
imbondikweretesa tuma bucks sha, uri w_ngu
kana ukandionaesa sichaz yandinenge ndisina kuonera
then automatically waw_ngu
uri w_ngu, uri w_ngu, uri w_ngu, uri w_ngu, uri w_ngu
iwe wedzerawo kana ndak_mbirawo w_ngu
uri w_ngu, uri w_ngu, uri w_ngu, uri w_ngu iwe sahwira w_ngu
chi_baby_wo changu, tasangana nditori mudendere
wakadhakwa uchimwa dendairy
tiri kutenderera tiri mujenjere
rega ndikuudze kuti usatinyepere
zvikanzi, “ndeipi yako, urikuita chii?”
ndikati, “w_ngu ndirikutsvaga gauro, kuti ndimwe tea”
avhunduka anzwa ah, ndikapabantaquality
well me tell ’em like, bente kapali bente
huchi huchi, me say, huchi, kuchi
ndane journey mhani, ende huchi
handidi kukanganiswa nupinzwa mu_court
em’ no chant, ane wake ndewake, ane wake ndewake
musiye, amuti wake nekuti vanenge vasinga_mark
kana pakamakwa vanotomakira ku_ticker, ticker
kuti vanhu vasazorasika
كلمات أغنية عشوائية
- reduuu - prada كلمات أغنية
- juicy roadkill - dream on كلمات أغنية
- melbourne ska orchestra - message to rudy كلمات أغنية
- lil watermelon juice - no hook كلمات أغنية
- gunna - brand name drip* كلمات أغنية
- lil $amurai - растворюсь (dissolve) كلمات أغنية
- jade & naïa - 20h20_hennessy كلمات أغنية
- thug slime - rude كلمات أغنية
- elementd - white lies كلمات أغنية
- guusje - liedjes over meisjes (intro) كلمات أغنية