
voltz jt - the story of modhe كلمات أغنية
voltz ukadiwa nevanhu kundipfura
zvinoita kuti ndikusabotage
you see i was praying na modhe
i think it’s 2 months back
modhe pane zvaimunetsa
modhe arwara ne pressure but fear zvese ne panic
unogona kutongodiwa same time ndichidiwa
game ndere munhu wese modhe
i know uda kupisa uri one but hakuna kwatosvika
you don’t need to be selfish, tese hatina mari wani
i know you don’t feel special coz neni ndozvigona
zvese zvaunoita after all wakadzidza kwandiri
modhe akapinda mu game time yacho aipisa
coz he was representing girl child plus angaari a good guy
no one knew kuti he’s fakе
modhe said haachatuke vanhu and he’s grown up now
but now modhе is back
now back to his whole self haumbovige zvauri
modhe type inonyepa telling people haurove ma drugs apa ziso i red
ko kutuka vakadzi, do you see mkadzi ndi mai wakatuka amai
hauzi new kuti modhe anopanduka coz akatuka mukoma
just after vamupinza mugame mkoma vakazomu cutter off cut them off
modhe approached me, hanzi let’s join forces
ngatisaite zve beef coz takambonetsana kare
dai wachinja ma goal post ini i don’t blame modhe
but i doubt pamafungiro coz modhe akatiza ku chikoro
akarova school fees achitenga two keys ini i don’t blame modhe
but i doubt pamafungiro coz modhe akatiza ku chikoro
akarova school fees achitenga two keys
hmmm painful
s_s_s_s_s_salsa records
you see i was praying na modhe
i think it’s 2 months back
modhe pane zvaimunetsa
modhe arwara ne pressure but fear zvese ne panic
unogona kutongodiwa same time ndichidiwa
game ndere munhu wese modhe
i know uda kupisa uri one but hakuna kwatosvika
you don’t need to be selfish, tese hatina mari wani
i know you don’t feel special coz neni ndozvigona
zvese zvaunoita after all wakadzidza kwandiri
jax on the track
jax on the track
كلمات أغنية عشوائية
- dayon - with music on repeat كلمات أغنية
- vuivui - reza por mim كلمات أغنية
- your old droog - please listen to my jew tape كلمات أغنية
- dukes of the orient - fourth of july كلمات أغنية
- saccharine trust - speak كلمات أغنية
- iluvmatias - luvdrug كلمات أغنية
- vlazhnost - секс-панк (sex-punk) كلمات أغنية
- bear (b3ar000) - flames - (prod. arez flame) كلمات أغنية
- オカメp (okamep) - emotive issue كلمات أغنية
- sticky mafia - 끈질긴 조직 (sticky mafia) كلمات أغنية