voltz jt - shamwari yangu كلمات الأغنية
painful
they always worry about (pain) yo (painful)
yo (sa_sa_sa_sa, salsa records)
[verse 1]
they always worry about kuchemera attention
usachemere attention
’cause, inini i’ll be there
ma_questions ndokutsvagira ma_answer for everything (for everything)
sometimes effort ndoyega inebasa
zvikaramba k_mberi i can say ndaka_tryer (unozviziva ndinotryer)
and i always make sure kuti ma_words angu mashoma than ma_actions (actions)
but then (questions, ma_actions)
[chorus]
kana wafunga kuita shamwari yangu
kuita mumwe w_ngu, then, then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe)
then hauchatambе nevamwe (tambe nеvamwe)
usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe w_ngu (mumwe w_ngu)
kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe)
nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe
hona handisi munhu wevanhu
saka ukazobatikira batikira everywhere
unenge wakundibhaizira big time (bhaizira big time)
unenge uchindibhaizira big time (bhaizira)
hona i don’t trust zviri easy (easy)
munhu wandangandinaye last time
before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time)
betty akandibhaizira big time
[verse 2]
ndikawana time ndichatsanangura (tsanangura)
zvekuti last time (last time) ndakabhaizirwa big time
or i can say ndakavharwa (ndakavharwa), akandi_believisa
she made me feel like ndikabvunza bvunza then ndenge ndakudeepisa
zvandaiudzwa ndaiti bho (ndaiti bho)
and we were close, close zvekuti ndaigona kutaura ma_secrets andaisafanira kutaura
pane this guy ainzi ndiye best friend (best friend)
this other guy ainzi he’s like a brother to me (brother to me)
zvese izvi zvazvisina basa to me ’cause i believed kuti n0body can love
then lie to me at the same time (same time)
i hope hazvindiwane this time (this time)
this time ndichakuhwandisa
vachakutsvaga vokushaya
’cause unenge uri w_ngu ndiri one
[chorus]
wafunga kuita shamwari yangu, kuita mumwe w_ngu, then
then usatambe nevamwe (usatambe nevamwe)
then hauchatambe nevamwe (tambe nevamwe)
usatambe nevamwe, urishamwari yangu, urimumwe w_ngu (mumwe w_ngu)
kubva nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe)
nhasi hauchatamba nevamwe (usatambe nevamwe), hauchatambe
hona handisi munhu wevanhu
saka ukazobatikira batikira everywhere
unenge wakundibhaizira big (bhaizira big time)
unenge uchindibhaizira big time (bhaizira)
hona i don’t trust zviri easy (easy)
munhu wandangandiinaye last time
before iwewe, akazondibhaizira big time (bhaizira big time)
betty akandibhaizira big time
كلمات أغنية عشوائية
- matt sperrazza - thunder كلمات الأغنية
- goldspace - bad news كلمات الأغنية
- drear - impulsivity كلمات الأغنية
- heem b$f & dj green lantern - the realest كلمات الأغنية
- nathã elyezer - vai acontecer كلمات الأغنية
- ix_flowerboy - whatever كلمات الأغنية
- salem addams - fumo denso كلمات الأغنية
- ikayinfinite - million pieces كلمات الأغنية
- blacc astronomy - fuck niggas all talk smack كلمات الأغنية
- does - douraku shinjou كلمات الأغنية