kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

vee mukarati - masaisai (vol.1) lyrics

Loading...

hupenyu hw_ngu hwashata
hupenyu hw_ngu hwaoma
kutarisa kudai inhamo chete
ndizvo zvandaida
aihwa kwete
hupenyu hw_ngu hwaipa
kurarama kwacho itsaona
kurara nenzara kufa nezvirwere
vazhinji votambura vashoma vagere

ndoita sei kani ishe?
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani ishe?
pindirai ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai

hupenyu hwacho hwaoma
kurarama kwacho haikona
kurara nenzara kufa nezvirwere
vazhinji votambura vashoma vagere

ndoita sei kani ishe?
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani ishe?
pindirai
ndibatsireiwo kani mwari w_ngu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani tenzi
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
hona ndoita sei kani ishe?
pindirai
ndibatsireiwo nhai mwari vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei kani ishe?
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
hona ndoita sei kani ishе?
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai
ndoita sei nhai tenzi
pindirai
ndibatsirеiwo kani mwari vangu
ndapinda mumasaisai
hona ndoita sei kani ishe?
pindirai
ndibatsireiwo kani baba vangu
ndapinda mumasaisai

كلمات أغنية عشوائية

اهم الاغاني لهذا الاسبوع

Loading...