
tony lyas - vangani vedu كلمات أغنية
intro:
you know, dzimwe nguva ndoti ndakagara so, ndotanga kuwona ma situations ari kuitika, asi ndombo zvi vhunza ndega kuti ndini ndega ndiri kuzviwona here or takawanda? saka ndavhunza
chorus:
vangani vedu ?
vangani vedu ?
vangani veduuuuu ?
vangani vedu ?
(eish)
verse 1:
vangani vari ku rarama hupenyu hwavanoda ?
vachidya zvavanoda ?
vachi wana zvese zvavanoda ?
pavanoda, nguva yavanoda ?
vangani vari ku shanda ma basa avanoda?
vachi pihwa muripo wavanoda ?
vachiita zvese zvavanoda ?
pavanoda, nguva yavanoda ?
vangani vari ku danana ne vanhu vavanoda ?
vano vaitira zvese zvavanoda ?
vangani vaka chata ne vanhu vavanoda ?
vangani vaka roorana ne vanhu vavanoda ?
vangani vane vabereki vavo vavanoda ?
vanovaitira zvese zvavanoda ?
vangani vane mufaro se zvavanoda ?
vangani vari mu situation yavanoda ?
chorus:
vangani vedu ?
vangani vedu ?
vangani veduuuuu ?
vangani vedu ?
(eish)
verse 2:
vangani vari ku namata mwari chaivo ?
vane mweya mutsvene chaiwo ?
vari kutaura shoko chairo ?
vachi tendeutsa vanhu chaizvo ?
vangani vakawana runyararo mu nyika yavo ?
vachine runyararo mu nyika yavo ?
vano taurawo mafungiro avo ?
paku tungamirwa kwavo ?
mangani ma m.p akakwanisa kuita
zvavaka vimbisa tisati ta vhota ?
pataka vhota, vasina kuzoti quitter ?
vasina kuzoti ramba kunge simon peter ?
mangani mapurisa ariku sungira huwori ?
asi ivo vasina huwori ?
vasinga netsi vedzi motikari ?
nekuti havana dzavo motikari ?
chorus:
vangani vedu ?
vangani vedu ?
vangani veduuuuu ?
vangani vedu ?
(eish)
verse 3:
vangani vedu vane ma degree ?
vakaisa ma c.v ?
vakawana mabasa for free ?
vasina kubvisa chiwoko muhomwe fee ?
mangani ma artist akaita seni ?
vakapihwa chipo seni ?
vasina kuwana enough airplay seni ?
nekuti havana kubhadhara ma dj seni ?
vangani vakaita mari ne ravo simba ?
vasina ku romba ?
vasina kuisa hama mu gomba ?
vaka ropafadzwa na mwari samasimba ?
vangani vaka pfuma vanopa vasina ?
vasina moyo weku nyima ?
vasina kaku sema ?
vano batsira vasina ku tsvinya ?
outro:
yo! i don’t know, if you got the same questions as mine ?
alright!
كلمات أغنية عشوائية
- young fresh fellows - still there's hope كلمات أغنية
- lynyrd skynyrd - workin' for m.c.a. (live) كلمات أغنية
- o.a.r - about mr. brown (live) كلمات أغنية
- hana - satellite كلمات أغنية
- caneda - napoli كلمات أغنية
- stereo radio - новый день (new day) كلمات أغنية
- attic - die engelmacherin كلمات أغنية
- eric nam - señorita كلمات أغنية
- storm king - retribution كلمات أغنية
- yale hopklns - humble with benefits (preview) كلمات أغنية