tongai moyo - zimbabwe كلمات أغنية
[verse 1]
ini ndinochema kwamuri nyika weduwe, ini ndinok_mbira kwamuri weduwe
ini ndinochema kwamuri vana mai, ini ndinok_mbira kwamuri vana baba
tikabatana nyika inokura iyi, tikawirirana chete nyika inofamba iyi
tikave netsitsi nyika inokura iyi, tikave nerudo nyika inofamba iyi
tikave nemunyararo nyika inofara iyi
[chorus]
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inofamba iyi
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inopfuma iyi
hatidi kushorana, hatidi kutukana, hatidi kupondana, hatidi kuvengana
[verse 2]
hazvine mhaka iwe uri mushona, hazvina mhosva ini ndiri mundebele
hazvine mhaka iwe uri mupfumi, hazvina mhosva ini ndiri mumurombo
hazvine mhaka iwe uneganda dema uro, hazvina mhosva uyo ane ganda jena
hazvine mhaka iwe urimambo, hazvina mhosva ini ndiri muranda wako
chikuru chacho, tiri vedunhu rimwe
chikuru chacho, tiri vеnyika imwe
chikuru chacho, tiri vedunhu rimwe
chikuru chacho, tiri vеnyika imwe
[chorus]
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inofamba iyi
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inopfuma iyi
hatidi kushorana, hatidi kutukana, hatidi kupondana, hatidi kuvengana
[verse 3]
ini ndinochema kwamuri nyika weduwe, ini ndinok_mbira kwamuri weduwe
ini ndinochema kwamuri vana mai, ini ndinok_mbira kwamuri vana baba
tikabatana nyika inokura iyi, tikawirirana chete nyika inofamba iyi
tikave netsitsi nyika inokura iyi, tikave nerudo nyika inofamba iyi
tikave nemunyararo nyika inofara iyi
[chorus]
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inofamba iyi
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inopfuma iyi
hatidi kushorana, hatidi kutukana, hatidi kupondana, hatidi kuvengana
[verse 4]
hazvine mhaka iwe uneganda dema uro, hazvina mhosva uyo ane ganda jena
hazvine mhaka iwe urimambo, hazvina mhosva ini ndiri muranda wako
chikuru chacho, tiri vedunhu rimwe
chikuru chacho, tiri venyika imwe
chikuru chacho, tiri vedunhu rimwe
chikuru chacho, tiri venyika imwe
[chorus]
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inofamba iyi
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
hongu ndinoziva, hongu ndinevimbo
tikawirirana chete nyika inokura iyi, tikabatana zimbabwe inopfuma iyi
hatidi kushorana, hatidi kutukana, hatidi kupondana, hatidi kuvengana
كلمات أغنية عشوائية
- sweat16! - วิบวับ (hajimari no hikari) كلمات أغنية
- inna - hot (the real booty babes remix edit) كلمات أغنية
- frxxk - kill shit! كلمات أغنية
- the shouting matches - i had a real good lover كلمات أغنية
- 川本真琴 (makoto kawamoto) - tokyo explosion jp كلمات أغنية
- thuy - vapor rub كلمات أغنية
- fluxo 31 - babilônia كلمات أغنية
- badboihy - i want كلمات أغنية
- yahir pzk - solo كلمات أغنية
- xavier walls - soundcloudbreakupteardrops كلمات أغنية