tongai moyo - takunda miedzo كلمات أغنية
[verse 1: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w_ngu imi moti aiwa, achazova w_ngu chaiye ndiyaniko ini)
[verse 2: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w_ngu imi moti aiwa, achazova w_ngu chaiye ndiyaniko ini)
[verse 3: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w_ngu imi moti kwete, achazova w_ngu chaiye ndiyaniko veduwee)
[verse 4: tongai moyo]
zvino zvamuri amai, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
[verse 5: tongai moyo]
zvino zvamuri tete, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
[verse 6: tongai moyo]
i_rudo rwako mudiwa w_ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda kuti tiwananee)
[verse 7: tongai moyo]
i_tsika dzangu mudiwa w_ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda tivanyadzise)
[chorus: tongai moyo]
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)

chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)

chero chiremba vanosungwa wani, (inga vanosungwa)

chero tsotsi rinochata wani, (inga rinochata)
chero rova rinochata wani, (inga rinochata)
chero windi anochata wani, (inga anochata)
chero dzenzai inochata wani, (inga inochata)

inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)

[repeated verses: tongai moyo]
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w_ngu imi moti aiwa, achazova w_ngu chaiye ndiyaniko ini)
nyaya dzerudo dzinonetsa varume, (kana ndada w_ngu imi moti kwete, achazova w_ngu chaiye ndiyaniko ini)
zvino zvamuri amai, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
zvino zvamuri tete, (muchazova here mudiwa weimba yangu ndarambana naye)
i_rudo rwako mudiwa w_ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda kuti tiwananee)
i_tsika dzangu mudiwa w_ngu iwee, (ramba wakadaro ndinoda tivanyadzise)
[chorus: tongai moyo]
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero chiremba vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero tsotsi rinochata wani, (inga rinochata)
chero rova rinochata wani, (inga rinochata)
chero windi anochata wani, (inga anochata)
chero dzenzai inochata wani, (inga inochata)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
[chorus: tongai moyo]
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
inga rudo harina shasha, (inga harina shasha)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero pastor vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero chiremba vanosungwa wani, (inga vanosungwa)
chero tsotsi rinochata wani, (inga rinochata)
chero rova rinochata wani, (inga rinochata)
chero windi anochata wani, (inga anochata)
chero dzenzai inochata wani, (inga inochata)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
inga, (takunda miedzo), wani, (takunda miedzo)
[solo bass guitar: savious karikodzi]
[verse 8: tongai moyo]
maihwee rudo rwondi parira, kana nehama dzose inga dzondivenga

shuwa shuwa rudo rwondi parira, kana nehama dzose inga dzondisema

كلمات أغنية عشوائية
- the limeliters - vikki dougan كلمات أغنية
- stranglers - strange little girl كلمات أغنية
- the limeliters - whiskey in the jar كلمات أغنية
- the long blondes - once and never again كلمات أغنية
- the lords - calling from the deepest darkness كلمات أغنية
- stranglers - princess of the streets كلمات أغنية
- the lords - gates to the blazing kingdom كلمات أغنية
- the lords - into hell's well كلمات أغنية
- the lords - midnight in the graveyard كلمات أغنية
- the lords - live to fight, fight to die كلمات أغنية