tongai moyo - sunga dzisimbe كلمات أغنية
[chorus: tongai moyo]
dhiya w_ngu sunga dzisimbee, (mutambo vatsvuka ropa kwatoenda, koda vane mari wotoshinga moyo iwewe)

chimwe changu sunga dzisimbee, (nyika yave nemeno anoruma vanhu, ungarumwe w_ngu iwewe ndikasara ndega iniwo)

[verse 1: tongai moyo]
kunyangwe ndiri murombo, ndinomira new_ngu, iwe newako, kana tiri tumari twako gara natwo
kunyangwe ndiri murombo, ndinomira new_ngu, iwe newako, kana iri mbiri yako gara nayo iwe
[verse 2: tongai moyo]
ini, (ndichava wako)
iwewe, (ugove w_ngu)
ini, (ndichava wako)
iwewe, (ugove w_ngu)
ahh fara zvako, muridzi wenyaya aripoo usaore moyo

[pre_chorus: tongai moyo]
maihwee muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)

inga wani muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
inga muridzi wenyaya ndiwe_oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndimiwo, (muridzi wenyaya)

vana vadiki vanofara vakamuona_oo, (muridzi wenyaya)
asikana vanofara vakamuona_oo, (muridzi wenyaya)
vachindaki vanofara vakamuona_oo, (muridzi wenyaya)
inga wani muridzi wenyaya ndiwe_oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndiwe_oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndiwe_oo, (muridzi wenyaya)
[pre_chorus: tongai moyo]
maihwee muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
maihwee muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
inga wani muridzi wenyaya ndamuona zvangu, (muridzi wenyaya)
inga muridzi wenyaya ndiwe_oo, (muridzi wenyaya)
dhewa muridzi wenyaya ndiwe_oo, (muridzi wenyaya)
[verse 3: tongai moyo]
kana ukati ndiimbe, ndichaimba zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda tulika
kana ukati ndiimbe, ndichaimba zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda
kana ukati ndiseke, ndichaseke zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda, (hehe)
kana ukati ndiseke, ndichaseke zvaunoda, kana ukati nditaure, ndichataura zvaunoda
كلمات أغنية عشوائية
- zachary heider - only chance كلمات أغنية
- andrea turk - call me on drugs كلمات أغنية
- kronikvekronik - dilemma كلمات أغنية
- drake & partynextdoor - crying in chanel كلمات أغنية
- coinflip cutie - gravity كلمات أغنية
- alen hovhannisyan @unfavalen - when you're not around كلمات أغنية
- ouzzi & leolabandit - joga bonito (rap la rue) كلمات أغنية
- aozame - break the cycle كلمات أغنية
- klima - come back to me كلمات أغنية
- bovea y sus vallenatos - la molinera كلمات أغنية