kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tongai moyo - rugare كلمات أغنية

Loading...

[pre_chorus]
tarira baba vangu vakasuwaoo, (tarira mai vangu vasuruvara)
tarira baba vangu vanochema_oo, (tarira mai vangu vasuruvara)
chembere k_musha dzinochema idzo, (harahwa k_musha dzasuruvara)
majaya nemhandara, (majaya nemhandara idzo)

vapera zano shungu havachina, (vapera zano shungu havachina)
chikonzero chacho vanoda rugare, (chikonzero chacho vanoda kurarama)
chikonzero chacho vanoda rugare, (chikonzero chacho vanoda kupfeka)
tarirai muone vakapfeka madhumbu aya, (tarirai muone vakapfeka marengenya)
nyika yenyu mwari yave mamvemve, (nyika yenyu ishe yave marengenya)
ndiani ko aviga rugare, (ndiani ko atipa kutambura?)
ndiani ko atora rugare, (ndiani ko atipa kutambura?)
rugare uri w_ngu, (kana neni ini ndiriwako)
rugare uri w_ngu, (rugare munhu wese anokudawo)
rugare huya undisunungurе, (huya undisunungure munhamo iwe)
huya undisunungure pakutambura, (huya undisunungurе munhamo iwe)
huya undisunungure mumatambudziko
ugare neni panguva yekuchema, ugare neni panguva yekusuva
huya undisunungure munhamo iwe, (huya undisunungure mukutambura)
huya undisunungure munhamo iwe, (huya undisunungure mumatambudziko)

[pre_chorus]
tarira baba vangu vanochema_oo, (tarira mai vangu vasuruvara)
tarira baba vangu vanochema_oo, (tarira mai vangu vasuruvara)
chembere k_musha dzinochema idzo, (harahwa k_musha dzasuruvara)
majaya nemhandara, (majaya nemhandara idzo)
majaya nemhandara, (majaya nemhandara idzo)
vapera zano shungu havachina, (vapera zano shungu havachina)
chikonzero chacho vanoda rugare, (chikonzero chacho vanoda kurarama)
chikonzero chacho vanoda rugare, (chikonzero chacho vanoda kupfeka)
tarirai muone vakapfeka madhumbu aya, (tarirai muone vakapfeka marengenya)
nyika yenyu mwari yave mamvemve, (nyika yenyu ishe yave marengenya)
ndiani ko aviga rugare, (ndiani ko atipa kutambura?)
ndiani ko atora rugare, (ndiani ko atipa kutambura?)
rugare uri w_ngu, (kana neni ini ndiriwako)
rugare huya undisunungure, (huya undisunungure munhamo iwe)
huya undisunungure pakutambura, (huya undisunungure munhamo iwe)
huya undisunungure mumatambudziko
ugare neni panguva yekuchema, ugare neni panguva yekusuva
huya undisunungure munhamo iwe, (huya undisunungure mukutambura)
huya undisunungure munhamo iwe, (huya undisunungure mumatambudziko)
huya undisunungure munhamo iwe, (huya undisunungure mukutambura)

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...