tongai moyo - ndiro yababa كلمات أغنية
[intro: shiga shiga, tongai moyo & musaope nkoma]
this is utakataka express
dudu muduri, (katswe)
dudu muduri, (katswe)
dudu muduri, (katswe)
dudu muduri, (katswe)
spencer muduri, (katswe)
shiga muduri, (katswe)
willo muduri, (katswe)
jahwi muduri, (katswe)
musa muduri, (katswe)
dhewa muduri, (katswe)
igweeeee
[verse 1: tongai moyo & musaope nkoma]
shoko renyu ndarinzwa vasikana_wee, (kuti murume mumwe, mukadzi mumwe, ko zvino zvomongoramba imi muchingotuka, ndianiko achamisa imba yenyu?)
[verse 2: tongai moyo & musaope nkoma]
shoko renyu ndarinzwa vasikana_wee, (kuti murume mumwe, mukadzi mumwe, ko zvino zvomongoramba imi muchingotuka, ndianiko achamisa imba yenyu?)
[verse 3: tongai moyo & musaope nkoma]
inga varume tinomboresvaa, (totadza asika mukuviraa kwezuva ndingori ini murume wakooo)
[verse 4: tongai moyo & musaope nkoma]
hongu varume tinomboresvaa, (totadza asika mukuviraa kwezuva ndingori ini murume wakooo)
[verse 5: tongai moyo & musaope nkoma]
mai mwana (kupopota), (ngakuve kushoma inga vavakidzana, vachatiseka)
[verse 6: tongai moyo & musaope nkoma]
mai mwana (kupopota), (ngakuve kushoma inga kana vana, vachatiseka)
[verse 7: tongai moyo & musaope nkoma]
mai mwana (kutuka manyanyisa kupopota), asika (mukubuda kwezuva, mungori_we ndiro yababa)
[chorus: tongai moyo & musaope nkoma]
honaiwe, (rudo, rudo), honaiwe, (rudo ndiwe), honaiwе, (rudo rudo), honaiwe, (rudo ndiwe), ah_honaiwe, (amai vеvana), honaiwe, (rudo ndiwe), ah_honaiwe, (amai vevana), honaiwe, (rudo ndiwe), honaiwe, (ndiro yababa), honaiwe, (rudo ndiwe), honaiwe (ndiro yababa), honaiwe, (rudo ndiwe)
[chant & vocals: tongai moyo & shiga shiga]
officer, (munhu wese)
officer, (handei tese)
officer, (kwadhewa)
officer, (hawusare k_mba)
officer, (vadzimai)
officer, (felly nawanda)
officer, (congawenche)
officer
[chant: shiga shiga & tongai moyo]
benjamin
yes, chibusike
tulika
hehehe, toita basa
[chant: shiga shiga]
mokonziii, mokonzii, saka chivatauriree kuti vanzweee
[verse 8: tongai moyo & musaope nkoma]
taneta kutukwa kuti varume imbwa, (ndiani akamboona imbwa ichidanana nembudzi), (imbwa inotandara neimbwa, imbwa, inodyawo neimbwa, imbwa inodanana neimbwa, ngwariraiwo kuzvituka chinyararire)
(pakanaka dhewa!)
[verse 9: tongai moyo & musaope nkoma]
taneta kutukwa kuti varume imbwa, (ndiani akamboona imbwa ichidanana nembudzi), (imbwa inotandara neimbwa, imbwa, inodyawo neimbwa, imbwa inodanana neimbwa, ngwariraiwo kuzvituka chinyararire)
[pre_chorus: tongai moyo & musaope nkoma]
mai mwana (kupopota), (ngakuve kushoma inga vavakidzana, vachatiseka)
sii, sii
mai mwana (kupopota), (ngakuve kushoma inga kana vana, vachatiseka)
mai mwana (kupopota), (ngakuve kushoma inga kana soma, achatiseka)
tulika, sii
[chorus: tongai moyo & musaope nkoma]
honaiwe, (rudo, rudo), honaiwe, (rudo ndiwe), honaiwe, (rudo rudo), honaiwe, (rudo ndiwe), honaiwe, (amai vevana), honaiwe, (rudo ndiwe), ah_honaiwe, (amai vevana), honaiwe, (rudo ndiwe), honaiwe, (ndiro yababa), honaiwe, (rudo ndiwe), ah_honaiwe (ndiro yababa), honaiwe, (rudo ndiwe)
[chant: tongai moyo & utakataka express]
dudu muduri, (katswe)
dudu muduri, (katswe)
dudu muduri, (katswe)
dudu muduri, (katswe)
spencer muduri, (katswe)
jahwi muduri, (katswe)
musa muduri, (katswe)
dhewa muduri, (katswe)
igweeeee
[spencer khumulani’s bass guitar solo, second_pre_chorus & tongai moyo’s chant: tongai moyo & musaope nkoma]
hehehe, spencer, spencer, spencer
showdem
yachimwene, amachinda spencer khumulani, akajokela k_malawi blatiya, _n_leka kuno razimbabwe arikurodorwa rarwe
ah sisi, rero reropazakomeza
amai mwana, (ndiro yababa haishandiswee)
haishandiswee, (ndiro yababa haishandiswee)
amai mwana, (ndiro yababa haishandiswee)
haishandiswee, (ndiro yababa haishandiswee)
vafamba rwendo, (ndiro yababa ngaichengetedzwe)
ichengetedzwe, (ndiro yababa ngaichengetedzwe)
vafamba rwendo, (ndiro yababa ngaichengetedzwe)
ichengetedzwe, (ndiro yababa ngaichengetedzwe)
pakauya vaenzi, (ndiro yababa haishandiswe)
haishandiswee, (ndiro yababa haishandiswee)
pakauya vaenzi, (ndiro yababa haishandiswe)
haishandiswee, (ndiro yababa haishandiswee)
[tongai moyo’s lead guitar solo & chant: shiga shiga]
mokonzi, mokonzi, mokonzi mudhara w_nguu de most dangerous, munhu akamisa ndege nemuridzoo kuti tsviiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiyo, hehehehe
[baba gari’s rhythm guitar solo & tongai moyo outro: tongai moyo]
sisii, toita basa
كلمات أغنية عشوائية
- lil infinit8 - save me, please كلمات أغنية
- yung gui - acelerando a 00:00 كلمات أغنية
- kohndo - entre tes mains كلمات أغنية
- mak ro (r&b) - sip كلمات أغنية
- roscosh - химия (chemistry) كلمات أغنية
- bangiew - plank كلمات أغنية
- yenkee - soft satellite كلمات أغنية
- zoee - pick me up كلمات أغنية
- tiago iorc - saudade boa كلمات أغنية
- two runner - red sunrise كلمات أغنية