tongai moyo - mweya wamwari كلمات أغنية
[verse 1: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
zvakawanda zvatinosha tichishanda nesimba
asika tinokona, (kushandira mweya wamwari)

zvakawanda zvatin0bata tichibata nerudo
asika tinokona, (kubatira mweya wamwari)
[chorus: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)

iwoyu (mweya uyo)
tishandire, (mweya wamwari)
[verse 2: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
musi watinofa, chinosara pano inyama, (chinoenda kudenga mweya wamwari)
musi watinofa, chinosara pano inyama, (chinoenda kudenga mweya wamwari)
[chorus: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo)
tishandire, (mweya wamwari)
[verse 3: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
vakawanda vandinoona vanoda utambure
asika havakone, (kushandisa mweya wamwari)
pane uyo wandinoona anoda utambure

musi waanofa, chinosara pano inyama, (chinoenda kudenga mweya wamwari)
[chorus: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
[pre_chorus: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
tamirira mwеya wamwari huya utisunungure (tamirira rudo)
tamirira mweya (tamirira rudo) wamwari huya utisiungure (tamirira rudo)
mwеya wamwari (tamirira rudo), huya utisunungure (tamirira rudo)
mweya wamwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
simba rako mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)

tsitsi dzenyu mwari (tamirira rudo) huya mutisunungure (tamirira rudo)
tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
mweya wamwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
mweya wamwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
tsitsi dzenyu mwari (tamirira rudo) huyai mutisunungure (tamirira rudo)
[chanting/verse 4: shiga shiga & utakataka express]
halo halo (ndidhewa)
halo halo halo halo (ndidhewa)
halo halo simuka (ndidhewa) yeyeye
(haa kablaz kane nharo aka)
waona ma_proba ma_babe, ma_lovie, ma_sweetie vese varikufara
dhewa yoyoyo, dhewa yeyeye
dhewa yeyeye, dhewa yoyoyo
farai ferenga best engineer
show dem
[chanting/verse 5: tongai moyo & shiga shiga]
jimmy jimalo, wamunzwa father plus here
mariana tamba, (musana w_ngu, mufadze vanhu)
bushu tamba, (musana w_ngu, mufadze vanhu)
nkosi yeee, suzuki yeee
mavara yeye
macdonald chapfika
manuel mbano, kwekwe
mai jojo, mai gumbo
mr thembo, best muninga
[chanting/verse 6: shiga shiga, tongai moyo, mavara, & utakataka express]
hande naye, hande naye, hande naye
tongai moyo naye, kunofara naye
hande naye dhewa
kunofara naye
tongai moyo naye
kunofara naye
[verse 6: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
zvakawanda zvatinoshanda tichishanda nesimba
asika tinokoniwa, (kushandira mweya wamwari)
[verse 7: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
zvakawanda zvatin0bata tichibata nerudo
asika tinokoniwa, (kubatira mweya wamwari)
[verse 8: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
musi watinofa, chinosara pano inyama, (chinoenda kudenga mweya wamwari)
[chorus: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo), iwoyu (mweya wamwari)
[verse 9: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
mune simba mumweya wamwari varume, (imi yemuraiwo)

[verse 10: tongai moyo]
kuti nhamo ive shoma, (namataiwo, imi yemuraiwo)
kuti nhamo ive shoma (namataiwo, imi yemuraiwo)
[verse 11: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
pane uyo wandinoona anoda utambure
asika havakone, (kushandisa mweya wamwari)
[verse 12: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
musi waanofa, chinosara pano inyama, (chinoenda kudenga mweya wamwari)
[chorus: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
iwoyu (mweya uyo), ndiwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo), ndiwoyu (mweya wamwari)
iwoyu (mweya uyo), ndiwoyu (mweya wamwari)
[pre_chorus: tongai moyo, mavara & spencer khumulani]
tamirira mweya wamwari huya utisunungure (tamirira rudo)
tamirira mweya (tamirira rudo) wamwari huya utisiungure (tamirira rudo)
mweya wamwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
mweya wamwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
simba rako mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)
simba rako mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)
tsitsi dzenyu mwari (tamirira rudo) huyai mutisunungure (tamirira rudo)
tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
tamirira rudo rwako (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
mweya wamwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
mweya wamwari (tamirira rudo) huya utisunungure (tamirira rudo)
simba rako mwari (tamirira rudo) huya utigovere (tamirira rudo)
كلمات أغنية عشوائية
- parenthetical girls - handsome devil كلمات أغنية
- emiciomar - gelo كلمات أغنية
- peter miranda - aantay كلمات أغنية
- conrad sewell - caroline كلمات أغنية
- joshuaz - wingman كلمات أغنية
- zuhair - last dance كلمات أغنية
- ulviyya - bana-bana gəl كلمات أغنية
- cirxtev11 - dreams (十一) كلمات أغنية
- shawny binladen - yellow iverson كلمات أغنية
- fad gadget - king of the flies [flexi version] كلمات أغنية