tongai moyo - muchina muhombe كلمات أغنية
[verse 1: tongai moyo]
chinganditadzisa chiiko ini?
kuita zvandinoda iwe waenda iwe, tarira njere, pfungwa ndakapiwa nashee
[verse 2: tongai moyo]
chinganditadzisa chiiko ini?
kuita zvandinoda iwe waenda iwe, tarira njere, pfungwa ndakapiwa nashee
njere dzaunadzo muchochori, tarira dzakabva pandiri_oo, ini_oo
[verse 3: tongai moyo]
mbiri yaunayo muchochori, tarira dzakabva pandiri_oo, ini_oo
[verse 4: tongai moyo]
mbiri ndakakupa waniwoo, (ndikakupa), njere ndikakupa waniwooo, (ndikakupa), mari ndaikupa, (ndikakupa)
zvawairamba mumwe w_ngu, (handikendengee)
[verse 5: tongai moyo]
kana zvorema uchazondigaya, zvinhu zvikarema kaiwe uchazondigaya
kana zvorema uchazondigaya, zvinhu zvikarema kaiwe uchazondigaya
kana zvorema uchazondigaya, zvinhu zvikarema kaiwe uchazondigaya
[verse 6: shiga shiga]
handei handei_oo, handei bhebhi
handei handei_oo, nemuchina muhombe
ndiye nemuchina muhombe, (nemuchina muhombe)
handei nemuchina muhombe, (ehe_ehe nemuchina muhombe)
handei handei_oo, handei bhebhi
handei handei_oo, nemuchina muhombe
[verse 7: tongai moyo]
usatuke mvuu usati wabira mhiri kwerwizi unorumwa, hehe, ayaya
[pre_chorus: tongai moyo]
pane akakunyepera chinin’ina chaangu, (pane akakunyepera)
pane akakunyepera chinin’ina chaangu, (pane akakunyepera)
kuti iwe watova muhombe, (pane akakunyepera)
kuti iwe watova muhombe, (pane akakunyepera)
ndima inemakata chinin’ina chaangu, (inotoda muchina muhombe)
ndima inemakata chinin’ina chaangu, (inotoda muchina muhombe)
dhewa muchina muhombe chinin’ina chaangu, (dhewa muchina muhombe)
dhewa muchina muhombe chinin’ina chaangu, (dhewa muchina muhombe)
[verse 8: tongai moyo]
handikendengeee, (ugondishora pasina chandaita handimbogaya ka)
handikendengeee, (ugondishora pasina chandaita handimbogaya ka)
[chorus: tongai moyo]
ndimi munondipawo manyawi awaa
ndimi munondipawo shungu idzo
ndimi munondipawo manyawi awaa
ndimi munondipawo shungu idzo
ndimi munondipawo manyawi, (yawii)
ndimi munondipawo shungu idzo
[spencer khumulani’s bass solo & chorus: tongai moyo]
ndimi munondipawo manyawi awaa
ndimi munondipawo shungu idzo
ndimi munondipawo manyawi awaa, (varume_wee)
ndimi munondipawo shungu idzo, (negodo renyu irooo)
ndimi munondipawo manyawi, (vanondiiseeeka)
ndimi munondipawo shungu idzo, (negodo renyu irooo)
[tongai moyo’s lead guitar solo & outro: shiga shiga]
handei dhewa, handei dhewa, handei dhewa, handei dhewa, wanax, hey
wamunza dhewa?, shararisa shakuliswa kuti zviridzwe
كلمات أغنية عشوائية
- bap (indonesia) - same shoes, no company كلمات أغنية
- gax da dominus - t.m.b.n كلمات أغنية
- tim baker - after the storm كلمات أغنية
- matt maher - i wanna feel again كلمات أغنية
- とた (tota jpn) - ブルーハワイ (blue hawaii) كلمات أغنية
- ellie denmark - pray كلمات أغنية
- anton2fangs - doomsday with cover كلمات أغنية
- chauncey666 - taliban كلمات أغنية
- jordan mac - college كلمات أغنية
- siala - bleeding / focus (interlude) كلمات أغنية