tongai moyo - funga kaviri كلمات أغنية
[verse 1: tongai moyo]
tirikupurudza kupururudzira muroora awuya pamwe tiri kupururudzira, (nhamooo iyooo)
[verse 2: tongai moyo]
tiri kupemberera_kupemberera mvura yanaya pamwe tiri kupemberera, (mheni ichatiparadza iyooo)
uri kupemberera_kupemberera wadiwa neshoroma, pamwe uchaona, (ane zvikwambo uyooo)
[chrous: tongai moyo]
maoko edu hama_wee, an0bata twakawanda wanda, maoko edu hama_wee, an0bata twakawanda wanda
ipfungwa dzedu hama_we, dzinofunga zvakawanda wanda, ipfungwa dzedu hama_we, dzinofunga zvakawanda wanda
maziso edu hama_we anoona twakawanda wanda, maziso edu hama_we anoona twakawanda wanda
[verse 3: tongai moyo]
apa zvatirikuona, nemeso edu aya handizvo zvatirikuona
apa zvatiri kufunga, nepfungwa dzedu kani, handizvo zvatiri kufunga
apa zvatiri kubata, nemaoko edu aya handizvo zvatiri kubata
[chorus: tongai moyo]
maoko edu hama_wee, an0bata twakawanda wanda
ipfungwa dzedu hama_we, dzinofunga zvakawanda wanda
maziso edu hama_wе anoona twakawanda wanda
[chant 1: tongai moyo & shiga shiga]
eh shiga shiga pinda panyanga, pinda panyanga
show dem you are number onе
toleka
eh kasamoto system, kasamoto system
he is mopao mokonzi, murozvi mukuru, muridzi wenyaya, tongai moyo nautakataka express vakomana vemucheno, hehehe
[chant 2: tongai moyo]
chris musabayana, panganayi hare bulawayo, chipaz chipaz, hehehe, madana so, mc panda, zvendema, kayembe, kwamusongo
[chant 3: shiga shiga]
eeeeee yeee, eeeeee yeee
ahmusembele, sembele (van_z_mbabwe)
ahmusembele, sembele (namibia ehe)
[chant 4: tongai moyo & shiga shiga]
eh wawanda munda wenzi wafungdzira kuti ndakutione
simuka takuona, shiga show dem
isu tatuwuuya, (hee)
nyaya yadhewa, (hee)
mopao mokonzi, (hee)
murozvi mukuru, (hee)
woahhhh
[chant 5: tongai moyo]
eh mwari hanamate, manje akanamata, achatamata ani?
toleka
hehehe
[pre_chorus: tongai moyo]
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
[second pre_chorus: tongai moyo]
nekuti zvatirikuona, nemeso edu aya handizvo zvatirikuona
apa zvatiri kufunga, nepfungwa dzedu kani, handizvo zvatiri kufunga
apa zvatiri kubata, nemaoko edu aya handizvo zvatiri kubata
[chorus: tongai moyo]
maoko edu hama_wee, an0bata twakawanda wanda, maoko edu hama_wee, an0bata twakawanda wanda
ipfungwa dzedu hama_we, dzinofunga twakawanda wanda
maziso edu hama_we anoona twakawanda wanda
[pre_chorus: tongai moyo]
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
parizvino funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
nguva dzose funga kaviri iwee, kwete kamwe chete_oh
كلمات أغنية عشوائية
- planetshakers - worthy is the lamb كلمات أغنية
- planetshakers - don't pass me by كلمات أغنية
- super junior m - words of the westerly wind كلمات أغنية
- midi mafia - last call كلمات أغنية
- mary irwin - falls down كلمات أغنية
- zayn malik - one thing كلمات أغنية
- jean michel jarre - revolution, revolutions كلمات أغنية
- raymond van het groenewoud - aalst (stad mijner dromen) كلمات أغنية
- louis tomlinson - one thing كلمات أغنية
- coheed cambria - domino the destitute كلمات أغنية