kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

tongai moyo - chiriyo (see you) كلمات أغنية

Loading...

[verse 1]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w_ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)

[verse 2]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w_ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)

[verse 3]
zino rako rinoonekwa, (mukundituka ndafunga zvekutura mafemo)

[verse 4]
esimba rako rinoonekwa, (mukundirowa ndafunga zvekutura mafemo)

[verse 5]
amai vangu vanochema, (mwana w_ngu wapera nekuonda seiko)

[verse 6]
ebaba vangu vakasuwa, (mwana w_ngu wapera nekuonda seiko)

[verse 7]
ndakashingrira zvikaramba, (dhiya w_ngu ndafunga zvekusunga ndiende)

[verse 8]
ndakashingrira zvikaramba, (mumwe w_ngu ndafunga zvekusunga ndiende)

[chorus]
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa

ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa_iwe

[pre_chorus]
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w_ngu ndafunga zvekuzorora ka iwe)
chiriyo iwe sara ugarike, (mumwe w_ngu ndafunga zvekusunga ndiende)
esimba rako rinoonekwa, (mukundirowa ndafunga zvekutura mafemo)
amai vangu vanochema, (mwana w_ngu wapera nekuonda seiko)
etete vangu vakasuwa, (mwana w_ngu wapera nekuonda seiko)
ndakashingrira zvikaramba, (dhiya w_ngu ndafunga zvekusunga ndiende)

[chorus]
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro
ini ndoenda dhiya, handidi zvinondiwandza mufungwa
ini ndoenda dhiya, handidi zvinonditemesa musoro

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...