
tocky vibes - binga lyrics
[intro]
ndavona love zvichidzoka ndikushayiwa chidhura
ndati saka ini nhumbi hadzi fanire kudhura
kupfuura vanhu kudarika vasikana zvakaoma vakomana, iwe
nhumbi hadzi nakidze kuona dziri pa hanger
chino nakidza kuona nde akadzi pfeka
mbavha ndiyo ino chiva dziri pa wire
vasaku hanger ndini mugenga
[chorus]
my african queen
hamuna kunaka nekuda kwe nhumbi (my)
inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
my african queen
hamunakiswe nekuda kwe nhumbi (my)
hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
[verse 1]
dhi dhi dhi
famba so
modella
wakava holdela
imva wakonzera
zunza
hunza
homwe yangu ichavhinza
runako roga roga ro
mukaka usarunga zvoga zvo
[pre_chorus]
ukaenda binga
vanhu vanenge vakashama
ukagara binga
uchange wakashama (iwe, iwe)
[chorus]
my african queen
hamuna kunaka nekuda kwe nhumbi
inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
my african queen
hamunakiswe nekuda kwe nhumbi
hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
[verse 2]
ndichakubata se gitare re acoustic
hapana game saka hapadi ma joystick
ano k_misa ndomupfuura ne reken
ndo pfuti yangu inini african
man shumba shumpress madii empress matii (o nana)
une ka[?] kanondi nakidza so
wagara wakango naka so
une ka[?] kanondi nakidza so
wagara wakango naka so
[pre_chorus]
hembe x 5
ndiani anga pfimba hembe
ini zvangu ndoda iwe (mmm)
[chorus]
my african queen
hamuna kunaka nekuda kwe nhumbi (my)
inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
my african queen
hamunakiswe nekuda kwe nhumbi (my)
hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
[bridge]
ini ndikabva yo binga
haisi nyaya ye nhumbi
ndikaenda binga
[hook]
ndavona love zvichidzoka ndikushayiwa chidhura
ndati saka ini nhumbi hadzi fanire kudhura
kupfuura vanhu kudarika vasikana zvakaoma vakomana, iwe
nhumbi hadzi nakidze kuona dziri pa hanger
chino nakidza kuona nde akadzi pfeka
mbavha ndiyo ino chiva dziri pa wire
vasaku hanger ndini mugenga
[chorus]
my african queen
hamuna kunaka nekuda kwe nhumbi (my)
inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
my african queen
hamunakiswe nekuda kwe nhumbi (my)
hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
[verse 3]
dhi dhi dhi
famba so
modella
wakava holdela
imva wakonzera
zunza
hunza
homwe yangu ichavhinza
runako roga roga ro
mukaka usarunga zvoga zvo
[pre_chorus]
ukaenda binga
vanhu vanenge vakashama
ukagara binga
uchange wakashama (iwe, iwe)
[chorus]
my african queen
hamuna kunaka nekuda kwe nhumbi (my)
inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
my african queen
hamunakiswe nekuda kwe nhumbi (my)
hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
[verse 4]
ndichakubata se gitare re acoustic
hapana game saka hapadi ma joystick
ano k_misa ndomupfuura ne reken
ndo pfuti yangu inini african
man shumba shumpress madii empress matii (o nana)
une ka[?] kanondi nakidza so
wagara wakango naka so
une ka[?] kanondi nakidza so
wagara wakango naka so
[pre_chorus]
hembe x 5
ndiani anga pfimba hembe
ini zvangu ndoda iwe (mmm)
[chorus]
my african queen
hamuna kunaka nekuda kwe nhumbi (my)
inhumbi dzabuda kunaka nekuda kwenyu imi
my african queen
hamunakiswe nekuda kwe nhumbi (my)
hembe dzanakiswa nekuda kwenyu imi
Random Lyrics
- auroro borealo - india 2007 lyrics
- rumatera - tatuajo lyrics
- king gizzard & the lizard wizard - billabong valley (live in adelaide '19) lyrics
- h2n - broken lyrics
- kori mullan - the ending lyrics
- josh cortes - marcus lyrics
- advms - nie możemy przegrać lyrics
- k7d un real - 7 crashed cars lyrics
- memphis jug band - bottle it up and go lyrics
- tapestry - the pain you desire, the love you deserve lyrics