ti gonzi - zvenyu كلمات الأغنية
[intro: ti gonzi]
zvenyu
kamwe kalife kaye kaye
zvenyu
katinoita paye paye
zvenyu
muri kuri kurarama hupenyu boys
maiziva
zvenyu, zvenyu
ti gonzi imwe mbeu
zvenyu
eyo baller
[verse 1: ti gonzi]
zvenyu vakaroora
vaya vakasacrifizer kubvisa lobola
kuenda kubhawa natezvara haitomboziri kana horror
aiwa madziya munodzirwa chero nguva yekutonhora
kubikirwa kuwachirwa makalaxer muchiona bhora
mvura nemagetsi zvirikunetsa zvenyu vari diaspora
zvenyu vakafa coz vakafa vakazorora
zvenyu vanosenza munodiwa nenzenza
zvenyu vanenatural swag
vamwe tinoshorwa nemababy hanzi tirigwash tiri wack
zvenyu vakazvarwa vanecash munebag
chero pakuenda kutyoro maisashaya pekuisira mabhuku
zvenyu vakakura muchingotaura chirungu
vamwe tikachitaura zvinonzi uyuwo aneshungu
zvenyu vanonamata vachitedza shoko rebhaibheri
life yenyu iri safer ende muchararama nokusingaperi
[chorus: ti gonzi]
zvenyu, zvenyu
zvenyu, zvenyu
muri kurarama hupenyu
zvenyu, zvenyu
zvenyu, zvenyu
muri kurarama hupenyu
[verse 2: ti gonzi]
zvavo vanelucky zvavo zvikuendeka muraramo
zvavo vakangwara coz vakangwara havana nhamo
zvavo malandlord havana havana mutoro wekubvisa rent
ende mari yavo vanoida yakakwana isina kushota kana necent
zvavo vasingamwe mhamba doro
zvavo vanomwa asi vasina maramba doro
zvavo vanemota vanofamba vakagara
vamwe tichigara takafamba (boiz) oh no
zvavo maface ese arihandsome
munodiwa nemababy isu tichingogumira mufriendzone
zvavo maghetto youths ese aita mbiri nedancehall
ndimi mega mukutererwa munyika yese mumaghetto
zvavo vanemufaro mudzimba dzavo
zvavo varume vakuchengeteswa vana vavo
zvavo vane personality iribho vanodiwa nevanhu hobho
zvavo ana mashoma zvavo anamahobho
[chorus: ti gonzi]
zvenyu, zvenyu
zvenyu, zvenyu
muri kurarama hupenyu
zvenyu, zvenyu
zvenyu, zvenyu
muri kurarama hupenyu
[verse 3: baller]
zvimwe zvinhu ndezvavo tikuda kuzvitora zvoita zvenyu
zvenyu zvoita zvavo zvavo zvobva zvaita zvedu
totamba tese hedu nekuti zvese zvazvedu
izvezvi ndamusvinu vakuti ndinekadzvinyu
ndatarisa hupenyu mumaoko kunge menu
24 hours ndinosvika here dzave ten to 12
ndatenda maita basa henyu
ndaona rimwe day nekuda iko kwenyu
mumastreets makutyisa kunge munenyoka mhenyu
kutadzira munhu hanzi ndo game renyu
zvedu hazvichazi zvavo zvavezvedu hazvichazi zvavo
bad luck handichatomboona mad love ah
ndombog-ya ndakatyora pabhirigi
pfungwa dzichimhanya mhanya ridhidhidhi
zvimwe zvinhu hazvizi zvangu asi ndezvedu
makasangondinzwisisa ndinozongoti ndezvenyu
[chorus: ti gonzi]
zvenyu, zvenyu
zvenyu, zvenyu
muri kurarama hupenyu
zvenyu, zvenyu
zvenyu, zvenyu
muri kurarama hupenyu
كلمات أغنية عشوائية
- jaidyn thomas (b.u.d.s.) - doodoo puffs كلمات الأغنية
- nemahsis - i wanna be your right hand كلمات الأغنية
- astro e - trippin' كلمات الأغنية
- 1afflicted - ##deadeye كلمات الأغنية
- lb199x - chess not checkers كلمات الأغنية
- neo - balerina كلمات الأغنية
- xavy rusan - type beat كلمات الأغنية
- кинопамять (kinopamyat) - забыл тебя (forgot you) كلمات الأغنية
- jeune victor - deuxième examen كلمات الأغنية
- king dcn - clem كلمات الأغنية