
tafara x don cavelle - vakuru كلمات أغنية
verse: {tafara}
tariro gone, hushingi gone, kure kwegava ndokusina tsubvu…
but i’m a slave in my forefathers’ land, mudzimu ivete like yesu pa three days…
kunge takazvarirwa nhamo, muriko makayeva k-musoro…
to’teacher’ sei vadiki kutenda kana vasingamboonewoka mhinduro…
dai zvaibvira, mweya wambosvika, tambokurukura, tamboonesana…
mweya unoera, mondijekesera, motivhenekera imi vedenga…
makati dhora radonha, tikaramba takamira…
vakati vanhu torova, tikaramba takashinga…
mabasa akanzi apera, tikaramba tichishanda…
migwagwa mizhinji yapera, asi muzhira vanongotisunga…
asi kutaura kune ma’one’, zvitori nani kufira mumbereko…
mhondoro dzataipira mubani, tivandudzeiwo vakuruwe…
hook: {still gift}
hatichadi nhamo veduwe…
kwatabva vehama kure sei…
tichishanda vamwe varere…
tipei kundiso vakuruwe… [x2]
vakuruwe, vakuruwe…
mati todini vakuruwe…
mati todini vakuruwe…
mati todini vakuruwe… [x2]
verse: {don cavelle}
mwariwe mukuruwe, mwari iwe mukuruwe…,
ndateterera, ndiyo mhuri yedu iyi, tanzwa nezungaira…,
mumasango tichitsvagawo raramo, todawo nyika yakateramira…,
tarisai nevazodzwa venhema vatekeshera nenyika yose…
saka mati todiiko, mati todiiko isu…,
rerutsai mwoyo, mudzise ruoko rwenyu, hazvichina rukodzo izvi…,
they promised us two million jobs, hanzi we didn’t mean formal…,
informal is normal, vavo vana vari kuzhe acting paranormal…
zvaari ma funnies nhai, kwavari hatisi chinhu ka imi…,
inga makati mugoti unopihwa anyerere, pane pataresva here…,
takuda kutsara nekureva zvose zvatisingade…,
makore mak-mi matatu masere tichingotapwa sepwere tajamuka…
hook [x2]
outro: {don cavelle}
mati todiiko…
nhai changamire…
mati todiiko…
isu vana venyu…
mati todiiko…
nhai changamire…
mati todiiko…
isu vana venyu…
mati todiiko…
mati todiiko isu…
mati todiiko…
mati todiiko…
كلمات أغنية عشوائية
- francis laure - existetial crises كلمات أغنية
- borgeous - invincible (ninni angemi remix) كلمات أغنية
- random french dude - gucci boy كلمات أغنية
- diabolus (uk) - laura sleeping كلمات أغنية
- torr - grace and owen die كلمات أغنية
- legog - 带司机 (openversechallenge) كلمات أغنية
- frances darling - forever 19 كلمات أغنية
- jack whiting - every street's a boulevard in old new york كلمات أغنية
- skiboyvv - i miss my h0e كلمات أغنية
- grandy - story of my life (don't save me) كلمات أغنية