tadz - moto كلمات الأغنية
tadz – moto
yeah!
hameno! kuti sei vanenge vachindiedza
vanondivenga! nekuti ndakazvita ndega
they saw me sink! i told them tadz won’t be gone forever
vakandiseka! asi hapana kana pressure
yeah
yeah
kana pressure
yeah
ey
yeah!
ndakuunza!
[chorus]
yeah! moto!
ey! moto!
vakanditarisa pasi manje ndakuaonesa moto!
ey! moto!
yeah! moto!
vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira moto!
yeah, moto
yeah, ndichavaonesa moto
[verse 1]
tadz, uh
don’t play with the fire, coz you’ll get burnt!
people be fake! thats a big lesson i’ve learnt
please don’t test me!, you don’t want to get on my nerves
but these girl be digging me! so i buried the haters in my dirt
munopiswa!, musatambe nayo moto
munoda zvakanaka asi hamudi kushanda zvinoramba zviri zviroto!
ndakuunza!
[chorus]
yeah! moto!
ey! moto!
vakanditarisa pasi manje ndakuaonesa moto!
ey! moto!
yeah! moto!
vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira moto!
yeah, moto
yeah, ndichavaonesa moto
[verse 2]
yeah! kupi ikoko!
kupi ikoko!
ndekupi ikoko kwamunoti kurikufaya uh kupi ikoko!
chenjera waunotamba naye
handisi wekutamba naye
murikuzvitanga izvezvi so asi ini ndanga ndiripo kare kare
i’m putting on!
zimbabwe keep playing my song
its been tadz all along
i love proving these haters wrong!
ndakuunza!
[chorus]
yeah! moto!
ey! moto!
vakanditarisa pasi manje ndakuaonesa moto!
ey! moto!
yeah! moto!
vapfana ava vakajaidzwa ndakuaunzira moto!
yeah, moto
yeah, moto (kana pressure)
kana pressure!
كلمات أغنية عشوائية
- lord of the lost - abandon ship كلمات الأغنية
- the last ten seconds of life - liberation كلمات الأغنية
- leastfavorite! - sequester. كلمات الأغنية
- xiao xiao (sean yu) - 2008 كلمات الأغنية
- nate allan - don’t wanna wait (feat. vixqyu) كلمات الأغنية
- jellyel - oven كلمات الأغنية
- gentleman - fight for no reason كلمات الأغنية
- gomak boys - 단거 (sweet thing) كلمات الأغنية
- lostboycrow - cracks in our hands كلمات الأغنية
- pamungkas - kemarin كلمات الأغنية