t1 wema1 - handitye كلمات الأغنية
[ intro – t1 wema1 ]
ma1 atanga! inzwa!
[ verse 1 – t1 wema1 ]
ndapatika husiku ini nekushaya hope
kuedza kudzisofta hanzi maya handidzoke
hunhu hwe zizi kubaya ne usiku
iniwo zi zi handingarambe ndichiku
nyengerera se chimoko ndichi verengera
nekuperevera ndichingoti uchasekerera
nhasi maya regai ndimbodzamisawo pfungwa
zvinhu zvakawanda zvinogaro dzikurunga
se chipunu musvutu gadzike wanike
maita kanhunzi kanotuhwina fanike
kasikana kaye kanotuhwina manhingi
katakamboona tiri k-mba kwana nhingi
patv yavo tiinavo mumba mavo
ndichitoti ava zvavo vane tunhu twavo inga havo
ko isu zvavo hatingambo tevedzera
ndatarira mudenga ndichishevedzera
[ hook – emilia patrick ]
nyangwe ndakafamba mumupata wemumvuri werufu
ini handitye rufu
ndina jesu w-ngu handitye! handitye!
nyangwe ndakafamba mumupata wemumvuri werufu
ini handitye rufu
ndinaye jesu w-ngu handitye! handitye!
[ verse 2 – t1 wema1 ]
makundano eku-kukuridza kwemachongwe
andimutsa ndava pedo nekubatwa nekahope
ndambobatwa nekamweya kekuita sekanyope
kuvarairwa zvangu sematatya mumatope
ndamuka, ndageza, ndapedza, ndamedza
kachingwa apa mvura ndiyo yakaperekedza
ndichirangarira ndangariro dzanditenderedza
usiku vavariro iri yekucherechedza
ndoswedera padhuze nemi baba
apa ndava pedyo hameno zvinondibata
ndotsauka panzira yevatsvene
ndosarawo pamhene
zvimwe dai ndakaziva ndingadai ndiri mhene
asi zvakadaro ndinoziva makatendeka
kuchengeta mochengeta zvitadzo ndakusendeka
nzira dzakanaka ndinoda kutevedzera
ndotarira mudenga ndichishevedzera
[ hook – emilia patrick ]
nyangwe ndakafamba mumupata wemumvuri werufu
ini handitye rufu
ndina jesu w-ngu handitye! handitye!
nyangwe ndakafamba mumupata wemumvuri werufu
ini handitye rufu
ndinaye jesu w-ngu handitye! handitye!
[ bridge – emilia patrick ]
handiiiiiiitye!
ndina jesu w-ngu
jesu w-ngu
ini handivhunduki
handitye!
mwari w-ngu aneni
handiiiiii!
[ hook – emilia patrick ]
nyangwe ndakafamba mumupata wemumvuri werufu
ini handitye rufu
ndina jesu w-ngu handitye! handitye!
nyangwe ndakafamba mumupata wemumvuri werufu
ini handitye rufu
ndinaye jesu w-ngu handitye! handitye!
[ outro – emilia patrick & vic enlisted ]
mumoyo mangu… mumoyo mako
anotonga
handi, handi, handitye!
كلمات أغنية عشوائية
- g316 - resucítame كلمات الأغنية
- ck the rapper - losing my mind كلمات الأغنية
- sunny and the black pack - these are the moments كلمات الأغنية
- ghost9 - starvoy كلمات الأغنية
- 2jtherichest - new drip كلمات الأغنية
- grup vitamin - ahmet كلمات الأغنية
- memothemafioso - capone كلمات الأغنية
- pbz - 14482 كلمات الأغنية
- ben howard - make arrangements كلمات الأغنية
- radwimps - あいたい (aitai) كلمات الأغنية