sylent nqo - ndinomuridzira gitare كلمات الأغنية
(mboks on the beat)
verse1
dancing slow and watching
kuti wapinda mu party
ende nhasi ndichaita lucky
kubata bhebhi riri cl-ssy
risina kana scrath
backside kunge truck
ndonini mami
look at me baby
talk to me sweetie
ay ay ay ay
chorus
i’ve spotted the one
akagara pakati
pamwe ndewe kubikita
chisikina chakasvibira
kufanana na lupita
maybe achandi believer
kuti ndinomuridzira gitare
ndinomuridzira gitare uyo
ndichamuridzira gitare
harare kusvika mutare
bridge
hazvieni ndinokuridzira gitare
pamhidzai ndinokuridzira gitare
paida ndichakuridzira gitare
inini ndinokuridzira gitare
verse 2
i’m telling my mother and father
kuti ndawana mskana
i know you thinking about it
high level kunge ladder
baby just give me your number
i wanna call you mangwana
chibachura changu chanyanya
zvakutoda vamag-ya
g-ya baby zvakanaka
unoziva wakanaka
your beautiful smile mukaka
i’m not saying wakadhakwa
ndokutengera banana
wodya wega wakagara mu bara
ndato siya zvema bawa
vachashamisika tatochata
chorus
i’ve spotted the one
akagara pakati
pamwe ndewe bikita
chisikana ckakasvibira
kufanana na lupita
maybe achandi believer
kuti ndinomuridzira gitare
ndinomuridzira gitare uyo
ndichamuridzira gitare
harare kusvika mutare
كلمات أغنية عشوائية
- killkei$ei - xllblxck/misfit كلمات الأغنية
- coldle'roy tgc - for the love of cold كلمات الأغنية
- 10k.caash - rocky wrist كلمات الأغنية
- grupo kifarra - você é tudo كلمات الأغنية
- carrie day - no slowing down كلمات الأغنية
- beabadoobee - emo song كلمات الأغنية
- keizer léon - addict كلمات الأغنية
- litige - bulldozer كلمات الأغنية
- dkush - losing control كلمات الأغنية
- bubblegum octopus - product amazement كلمات الأغنية