soul jah love - musha mukuru كلمات الأغنية
spider studios
ey rico, listen
fiyo musha mukuru
conquering, full bar and catering
batai ba_ba_ba
tell dem say
haifiridzi musha mukuru
une mabhuru ane huturu
vakomana miridzo, vakadzi mhururu
vanhu vakuru, vanhu vakuru
haifiridzi musha mukuru
une mabhuru ane huturu
vakomana miridzo, vakadzi mhururu
vanhu vakuru, vanhu vakuru
ndinotanga namadhavinci
ndarova chamba ndakutoimba kunge jah vinci
nekwaga ane swagger
ndinomutsvaga nekuti anondisimbisa paragga
ndikati madhora ndiye mudhara
ane madhora asi chidhura
haatengese futi kana izvo zvidhura
anodhura ndati ende mudhara
inzwa inini
pandakanzi, pandakanzi, pandakanzi
kuzororo endai ka musazokura musoro
kudhakwa nechikosoro
asi vamwe vavo vanomwawo doro
kucherima kune rima
vanorarama rambai muchirima
iko kuegypt
inzwa inini, inzwa inini
ndinongosimbisa kana iko kujerusarema
nyangwe zvichirema muchangorarama
imi musapemha, musoro uchitema
mwari vandituma ndimbokuudzai
ndigokunyaradzai
inzwa inini k_ma_flats
kuna_willowvale
inzwa inini
mune vana vanodzidza futi kana eaglesvale
k_ma_dale_dale
nah bad a dem
pamachipisa panopisa
panotyisa, hapana anotimisa
tovarwisa, vanodisa, vanondidisa
haifiridzi musha mukuru
une mabhuru ane huturu
haifiridzi musha mukuru
une mabhuru ane huturu
ha_a ipo pafiyo, pafiyo
tiri pafiyo takatandara
ha_a ipo pafiyo, pafiyo
pafiyo, pafiyo
nah bad a dem
havasi vapfanha vangu futi vebuda youths (buda youths)
isusu conquering netsa muma_streets (muma_streets)
inzwa inini
une fire links, mu_down_town pindawo umbotengawo madrinks
super mikela uusazova_scaler
zitop shata harife randisiya ndakashata
firimu rino_shooter sendashota
riri padhuze
nah bad a dem
after fire burn dem ah (burn dem den)
ndiri kufiyo (burn dem den)
iko kufiyo (burn dem den) ah_ah, ah_ah, ah_ah
kunana tsano ma_hood_crankers
mese munomuziya kuti macgyver
vari ku_jiver vane team yavo yema_dancers
musazorwadziwa
haifiridzi (musha mukuru)
kufiyo (kune mabhuru)
mufiyo (ane huturu)
ah pafiyo
vana president vanga vari resident kuhaifiridzi he_e_eh
haifiridzi musha mukuru
une mabhuru ane huturu
bvunza fire king
tiri pafiyo, tiri mu_ring
tiri pafiyo titoriwo ma_king
tiri kufiyo, iko kufiyo
kufiyo
tiri pafiyo, tiri pafiyo
kuhaifiridzi
asi ini handizokanganwewo mhamha dhama
funge, ndizo nekunadhuma
nyangwe mushonga nechamba zvandidhuma
ini ndambobhema
kunge ndati chamba chavo chakandibvuma
asi ka, kulachaka nechakalaka
forward aripo achahwinha reward
anenge aripo achitora award
ari kusimbisa tuckshop kwete phone_shop
inzwa inini
dzimbiri aita mbiri
ane skiri usadherera
terera
lucky kuneni ndiye ari nani
aingondizhambira musi waakandifambira
kuti, “rasta musazondibhaiza munenge pastor”
“muri kutotiimbira, imi matitsuura.”
bad a dem
right down di fire man l wanna run dem down yeah
batai ba_ba_ba
conquering, full bar and catering
big up mi sistran mai tinashe deh
fire clan music
كلمات أغنية عشوائية
- sheesh - i will wait for you كلمات الأغنية
- cangrena - abysmal كلمات الأغنية
- good charlotte - put your head on my shoulder كلمات الأغنية
- porter wagoner - put it off until tomorrow كلمات الأغنية
- maria mckee - season of the fair كلمات الأغنية
- canadians - 15th of august كلمات الأغنية
- brandon hines - overdose كلمات الأغنية
- edie brickell - 10,000 angels كلمات الأغنية
- afterhours - plastic كلمات الأغنية
- level 42 - rooted كلمات الأغنية