
somandla ndebele & tongai moyo - masimba amwari كلمات أغنية
[verse 1: somandla ndebele]
musiki w_ngu ishe mwari munoera kurarama kw_ngu kwazondikurira
[verse 2: somandla ndebele]
musiki w_ngu ishe mwari wemasimba kurarama kw_ngu kwazondikunda
ndinozviziva ndikafa nhasi, hapana achakwanisa kundimutsa
[verse 3: tongai moyo]
kufa mutongo wakagara uriko hazvine mhaka, wananga ariko
[verse 4: somandla ndebele]
tongai pauri apa uri mugwanza, w_ngomirira kutorwa nenguva
[verse 5: tongai moyo]
soma pauri apa uri mugwara, w_ngomirira kutorwa nenguva
[verse 6: somandla ndebele]
ruzivo makatipa hapana panyika, zvichienderana neshungu dzedu pakudzidza
[verse 7: tongai moyo]
chitima chikafa, tinomiramira, munhu akafa tinokoniwa
[verse 8: somandla ndebele]
ndege ikafa, un0bata_bata, mwana akafa, tinosurrender
[verse 9: tongai moyo]
mota ikafa, tinoshingirira, amai akafa, tinoyuwira
[chorus: somandla ndebele]
masimba amwari, haana mapitse, kutonga kwamwari ndizvozvinoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari ndikokunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari kungava kufa kunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kutonga kwamwari ndikokunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari ndikokunoitika
masimba amwari, haana mapitse, kuda kwamwari kungava kufa kunoitika
[pre_chorus: somandla ndebele & tongai moyo]
moyo wekurera, (mwari w_ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), wandindiwandira (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), wandindiwandira (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), ndinavo (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), ndinavo (ishe)
moyo wekurera, ihiii ndiwo uzerе
moyo wekurera, ihiii ndiwo uzerе
[verse 10: somandla ndebele]
ndakangoshanda wani mhiri kwemakungwa, twakawanda twandakauya ndikareva
[verse 11: somandla ndebele]
ko vese vanotisiya varipi?, vanotadza neiko kuwuuya kuzoreva?
[verse 12: somandla ndebele]
kana masatellite dishy ariko, vanotadza neiko kuona kwariko?
[verse 13: tongai moyo]
ndinozviziva ndikafa nhasi, hapana akwanise kundimutsa
[verse 14: somandla ndebele]
tongai pauri apa uri mugwanza, w_ngomirira kutorwa nenguva
[verse 15: tongai moyo]
soma pauri apa uri mugwara, w_ngomirira kutorwa nenguva
[verse 16: somandla ndebele & tongai moyo]
nemi pamuri apa uri mugwara, w_ngomirira kutorwa nenguva
[verse 17: somandla ndebele & tongai moyo]
tese patiri apa tiri mugwara, tangomirira kutorwa nenguva
[verse 18: tongai moyo & somandla ndebele]
ishe huya_oo mutiyambutse, mwari huya_oo mutinunure
ishe huya_oo mutiyambutse, mwari huya_oo mutinunure
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
[verse 19: tongai moyo & somandla ndebele]
ishe huya_oo mutiyambutse, mwari huya_oo mutinunure
ishe huya_oo mutiyambutse, mwari huya_oo mutinunure
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
ndangariro ndidzo dzatiwandira, taneta kugara tichinogogunun’una
[pre_chorus & outro: tongai moyo & somandla ndebele]
moyo wekurera, (mwari w_ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), ndiwo uzere, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), wazondikunda, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), ndiwo uzekwe, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), wazondibata, (ishe)
moyo wekurera, (mwari w_ngu), ndiwo uzekwe, (ishe)
moyo wekurera, wazondibata
moyo wekurera, wazondikunda
كلمات أغنية عشوائية
- strive to be - sticks and stones كلمات أغنية
- shehateskodoku - i'm gone كلمات أغنية
- drippin (드리핀) - escape كلمات أغنية
- eimaj - dirt on my name كلمات أغنية
- voicians - venomous كلمات أغنية
- al vito - grab the wheel feat. yxng ba$ كلمات أغنية
- rehash - power trips كلمات أغنية
- yung lilpī pī - freestyle 1 feat. ben(prod kenny) (single) كلمات أغنية
- tobias (true panther) - walk through walls كلمات أغنية
- roddy ricch - #1 freak كلمات أغنية