slicker 1 - paita party lyrics
zvabaka!
eeh zvakubvira bvira
zvibvirise
yo pablo
conquering tmb
paita party
paita party pano
paita party paita party pano
vese vari kuda kufara
ngavauye kuno
paita party paita party pano
heavy fangada, toita zvatada, party kuno
kwese kwese kune party
vanodaidza inini
hanzi prezha rinoda inini
zvinganakidze sei ndisipo inini
ndini munhu wacho. party kuno!
like macho man i’m di man… yeah
i’m fly like i’m peter pan… yeah
hembe dzacho straight out j-pan
tora mari ndisu tavanakidza vanhu mhani
paita party paita party pano
vese vari kuda kufara
ngavauye kuno
paita party paita party pano
heavy fangada, toita zvatada, party kuno
paita party paita party pano
vese vari kuda kufara
ngavauye kuno
paita party paita party pano
heavy fangada, toita zvatada!
igaroziva tinodaka zvekufara
kune mafaro handimbosara
toda zvekunakidzwa
saka kunonakidzaka tiriko
kwakabaka kwese tiriko
kana zvakadzima inini handiko
saka ndikoko ikoko
zvakabaka zvikubvira bvira moto
paita party paita party pano
vese vari kuda kufara
ngavauye kuno
paita party paita party pano
heavy fangada, toita zvatada, party kuno
paita party paita party pano
vese vari kuda kufara
ngavauye kuno
paita party paita party pano
heavy fangada, toita zvatada!
kwese kwawaenda gara wavabvunza
ndini wacho prezha manager
taura zvaunoda ndobheja
mari ndinotora usandimezha
kana kundityira hauipedza
mapockets ari deep dhameja
mari hobho haitombo pera
muromo kusvikira wapera
paita party paita party pano
vese vari kuda kufara
ngavauye kuno
paita party paita party pano
heavy fangada, toita zvatada, party kuno
paita party paita party pano
vese vari kuda kufara
ngavauye kuno
paita party paita party pano
heavy fangada, toita zvatada!
كلمات أغنية عشوائية
- middle class rut - i tried lyrics
- racionais mc's - cores & valores: finado 'neguin' lyrics
- lza - vs. bladesa - [rr 16tel-finale - vbt elite 2016] lyrics
- azure the paradox - over lyrics
- josephpoison - groove lyrics
- girl's day - 나를 잊지마요 (don't forget me) lyrics
- ms. hustle - up in harlem lyrics
- king iso - solitary lyrics
- lost (rapper) - blood in blood out lyrics
- warren the alchemist - green light lyrics