
sir jownz - ndachema كلمات أغنية
intro
(success the beatmaker)
sir jownz, the lyrical orator
so,we wanna conscientise the mind
so litsen!
verse 1
tichakura taisaziva
hupenyu hunorema
matambudziko, rufu, dikita nekuchema
we took it for granted
zvichangoendeka
takura takuona zvakaoma & zvinoda kusimba
wototeya riva & usatya kusviba
nzira yacho makata, izere neminzwa
inoda munyengetero nekutsungirira
mudzimu wakupa chironda nhunzi dzigokudya
zvakaipa hazvidi mufaro nebudiriro
zvinoda tife tisina zvin0batika
all we need is canaan not ijipita (not ijipita)
chorus
ndateketera k_matenga
misodzi ichiyerera dai matirwira
imi samatenga
nekuti!
hupenyu, hunorema
hakuna watingachemera akatiterera
k_matenga, misodzi ichiyerera dai matinyaradza
imi samatenga
nekuti!
hupenyu, watiremera
hakuna watingachemera akatiterera
verse 2
zvoita kunge kunzi mutema
hunge waka curswa
chako chete kuchema
hapana paunoseka
anything black, related to darkness
or maybe we the enemies of our own race
hence, should we blame it on ourselves?
i don’t know you tell me
nhamo nemunhu hazvisiyane (siyane)
inoita ushamwari webrugwa nebhande (nebhande, nebhande)
okay! serufu rwandikona
runoda kuzotora exactly where your heart is (eeei)
whoever thought that one day (eish)
baba will no_longer be besides me
chorus
ndateketera k_matenga
misodzi ichiyerera dai matirwira
imi samatenga
nekuti!
hupenyu, hunorema
hakuna watingachemera akatiterera
(ndashevedzera) k_matenga
misodzi ichiyerera dai matinyaradza
imi samatenga
nekuti!
hupenyu, watiremera
hakuna watingachemera akatiterera
hook
ichiyerera
imi samatenga
hunorema
akatirera
ichiyerera
imi samatenga
watiremera
akatiterera
chorus
ndateketera k_matenga
misodzi ichiyerera dai matirwira
imi samatenga
nekuti!
hupenyu, hunorema
hakuna watingachemera akatiterera
(ndashevedzera) k_matenga, misodzi ichiyerera dai matinyaradza
imi samatenga
nekuti!
hupenyu, watiremera
hakuna watingachemera akatiterera
كلمات أغنية عشوائية
- sam fischer - somebody cares كلمات أغنية
- material girl - yes to tensor كلمات أغنية
- luso (ang) - ponto cego كلمات أغنية
- zashej - sex كلمات أغنية
- royals - оскал (feat. the denied) كلمات أغنية
- vanillaroma - sinkhole كلمات أغنية
- as hope dies - the sound of hollow words كلمات أغنية
- noah kahan - lacy (bbc radio 1 live lounge) كلمات أغنية
- jacob restituto - christmas in new york كلمات أغنية
- luis r conriquez - la magdalena* كلمات أغنية