roy & royce - ndiyambuke كلمات الأغنية
Loading...
muganhu ndeupi ndiyambuke
muganhu ndeupi ndiyambuke
ndiyambuke ndiyambuke
muganhu ndeupi ndiyambuke
nhamo dzinot-tsira pane dzimwe tsitsi dzinonaya kunge chimvura mamdwe
rubatsiro aiwa kani ndadarireiko
ndodzora ruoko rusina charakabata
shungu dzinopinza mynezvakanda
tarisiro dzinondipinza muzuva ramangwana
hasha dzin-bvumira mumisodxi aiwa muganhu ndeupi ndeupi
ndiyambuke ndiendewo kune zvakawanda
ndigare munezvakanaka ndgute nezvinonaka
ndiudzei muganhu ndeupi
ndipfekewo idzo dzinodhura ndichengete rose dzinza ndisanetseke nezvamangwana ndiudzei
kushaya hongu kani mugariri iyo nzara ndikaguta ndotirwara
kutambudzika ndohupenyu hwacho homwe dzongoziva acho hope aiwa bodo dzogouta sei
كلمات أغنية عشوائية
- the kinks - she's bought a hat like princess marina كلمات الأغنية
- tokyotemptationgns - child كلمات الأغنية
- a band of bitches - stephanie swift كلمات الأغنية
- 30 for 30 curry - the race(remix) كلمات الأغنية
- mickeymouse (rus) - черный пепел (black ash) كلمات الأغنية
- michał tomasik - on air كلمات الأغنية
- lil looney - swing كلمات الأغنية
- barney bones - nostalgia كلمات الأغنية
- fred sabino - netflix كلمات الأغنية
- zenglen - li lè li tan كلمات الأغنية