
queen leigh - nhai baba كلمات الأغنية
intro [ queen leigh ]
mmmmmm
mmm
zuva nezuva am getting weak and tired, somebody pray for me
nhai baba
mmmm
yeaahh
chorus [queen leigh]
nhai baba mandidarirei ko?
ndakutadzirei ko?
mandirwadzirei ko?
mandibaya moyo w-ngu(somebody pray for me)
mandibaya moyo w-ngu
verse 1 [ queen_leigh ]
ndotizira kupi handina kwekuenda
kunze kune mabhinya asi rangu riripanapa
misodzi inoyerera pese pandinozvifunga
what turned you into a beast, rudo sababa hamusisina
ndofarira kupi mufaro wese makawutora?..nhai baba
chorus [queen leigh and munah]
nhai baba mandidarirei ko?
ndakutadzirei ko?
mandirwadzirei ko?
mandibaya moyo w-ngu
mandibaya moyo w-ngu
verse 2 [ munah ]
ndozviudza ani ko?
ndiani anganditerera?
dai mwari auya anditora ndisati ndazviuraya
serwizi rikuyerera mvura, yangu misodzi haipere kuyerera
am screamin out loud, somebody come and help me out
ndisatani here here here?
ruchiva here here here?
oooh moyo w-ngu un0bayikana
oooh moyo w-ngu
un0bayikana
ooh moyo w-ngu un0bayikana
chorus [queen leigh and munah]
nhai baba mandidarirei ko?
ndakutadzirei ko?
mandirwadzirei ko?
mandibaya moyo w-ngu
mandibaya moyo w-ngu
كلمات أغنية عشوائية
- kf16 - amnesia! كلمات الأغنية
- black omar [pr] - la competencia كلمات الأغنية
- ill bill - willis كلمات الأغنية
- brothers - leave me alone كلمات الأغنية
- angie stone - good man كلمات الأغنية
- unovisavis - чайки كلمات الأغنية
- boondi - i would want you to be an artist كلمات الأغنية
- akira the don - invictus كلمات الأغنية
- jenny wilson - your angry bible كلمات الأغنية
- muddy waters - hurtin soul كلمات الأغنية