pamela phoebe - ishe tichengetei كلمات الأغنية
tave musango mwari ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave kufamba baba ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave musango mwari ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave kufamba baba ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
munzira mune minzwa in0baya
mune makomba baba tinowira
munzira mune vanhu vakapanduka
baba tichengetei
munzira mune minzwa in0baya
mune makomba baba tinowira
munzira mune vanhu vakapanduka
baba tichengetei
tave musango mwari ishe tichеngetei
tiri tega baba hatingagonе
tave kufamba baba ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave musango mwari ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave kufamba baba ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
musango mune mhuka dzinorura
mune shiri dzin0bhururuka
musango mune nyoka dzine shanganyoka
baba tichengetei
musango mune mhuka dzinorura
mune shiri dzin0bhururuka
musango mune nyoka dzine shanganyoka
baba tichengetei
tave kufamba mwari, ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave kufamba mwari ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave kufamba babawe, ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave musango mwariwe, ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
hatingafambe tega imi musipo
ndimi nzira, zvokwadi neupenyu
hatingamire toga imi musipo
ndimi simba redu mwari baba
hatingasvike toga imi musipo
ndimi mutungamiri wedu baba
tave kufamba mwari, ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave kufamba mwari, ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave kufamba baba ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
tave musango mwariwe, ishe tichengetei
tiri tega baba hatingagone
كلمات أغنية عشوائية
- marcos antonio - nosso encontro كلمات الأغنية
- om - thebes كلمات الأغنية
- auxiliadora - o grande eu sou كلمات الأغنية
- kleber lucas - graça كلمات الأغنية
- os primos de odete - mulher nota 1000 كلمات الأغنية
- paulo e césar - pé de manga كلمات الأغنية
- aline muniz - da pá virada كلمات الأغنية
- azulão - confissão de um nordestino كلمات الأغنية
- wilson simonal - vento de maio كلمات الأغنية
- álvaro tito - bartimeu كلمات الأغنية