
olivv - mukomana كلمات أغنية
they should know
they should know
they should know
they should know
ukanzwa panzi skrr skrr from the background ziva kuti mukomana asvika paspot
ende mukomana anopedzera maspots
ende mukomana anofambira patop
ohhh tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai mukomana asvika
(farirai mukomana)
tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai farirai
tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai mukomana asvika
(farirai mukomana)
tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai farirai
ndibatei mushe ndini munhu wacho
chigaro chehushe chakukambirwa
so i came through nadine stamina,still
they wanna fight me vachikamhina
look, lot of people vakapera kunge trey songz my gee
only a few vasara vogadzira a songs like me
nguva yareba usina kukabira oo sausage iyi
don’t you compare me to the next person no please don’t test me
i’m on a tour sight seeing yeah
there is nothing you can tell me i don’t know
from the bottom and i’m hеading to the top
ende mukomana is nevеr gonna flop
hamufambe mega you can call me jurgen klopp
ukanzwa panzi skrr skrr from the background ziva kuti mukomana asvika paspot
ende mukomana anopedzera maspots
ende mukomana anofambira patop
ohhh tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai mukomana asvika
(farirai mukomana)
tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai farirai
tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai mukomana asvika
(farirai mukomana)
tambirai mukomana asvika
(tambirai mukomana)
farirai farirai
كلمات أغنية عشوائية
- andrea bocelli - funiculi funicula كلمات أغنية
- andrea bocelli - go where love goes كلمات أغنية
- andrea bocelli - granada كلمات أغنية
- andrea bocelli - i te vurria vasa كلمات أغنية
- andrea bocelli - il diavolo e l'angelo كلمات أغنية
- andrea bocelli - ideale كلمات أغنية
- andrea bocelli - il mare calmo della sera كلمات أغنية
- andrea bocelli - il mistero dell'amore كلمات أغنية
- andrea bocelli - immenso كلمات أغنية
- andrea bocelli - in canto كلمات أغنية