oliver tuku mtukudzi - wenge mambo كلمات الأغنية
[intro: oliver mtukudzi]
wenge mambo, unenge mambo
unenge mambo, unenge mambo
[verse 1: oliver mtukudzi]
k-mupasa mari, aramba
ndemupasa mari, aramba
hona kuvhengedzera ungati irema
shuwa kuvhengedzera ungati irema
[chorus: oliver mtukudzi]
unenge mambo
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
unenge mambo
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
unenge mambo
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
[verse 2: oliver mtukudzi]
hona zuva riye ranyura
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
shuwa zuva riye radoka
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
ndemupasa mari, aramba
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
ndemupasa musha, waramba
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
weti anoda ropa
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
mari aramba
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
hona kuvhengedzera ungati irema
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
anoda ropa uyu
(kunatsa muroyi, womupeyi, k-mupa mwana adye)
shuwa
[outro: oliver mtukudzi]
wenge mambo, wenge mambo
wenge mambo pakare, wenge mambo pakare
(haiyerere iyerere, iyerere woye)
ndemupasa mari, aramba
(haiyerere iyerere, iyerere woye)
ndemupasa mari, aramba
(haiyerere iyerere, iyere woye)
(haiyerere iyerere, iyere woye)
(haiyerere iyerere, iyere woye)
haiwa mari aramba
(haiyerere iyerere, iyere woye)
mari aramba
(haiyerere iyerere, iyere woye)
mari aramba
(haiyerere iyerere, iyere woye)
mari aramba
mari aramba
mari aramba
anoda ropa
mari aramba
كلمات أغنية عشوائية
- nico (deu) - night rider كلمات الأغنية
- liam twelvy - trojan كلمات الأغنية
- flus - innicity blues كلمات الأغنية
- original q - tonos de compositores كلمات الأغنية
- tearliner (티어라이너) - we swim in dreams كلمات الأغنية
- p bitt - chems كلمات الأغنية
- skimaskjayofficial - twerk 2.0 كلمات الأغنية
- idrane - j'deviens son diable كلمات الأغنية
- joshua scott jones - you & i كلمات الأغنية
- brady (legitimate music) - just for show كلمات الأغنية