oliver mtukudzi - tsika dzedu كلمات الأغنية
ngano dzedu dziye dzakaendepi?
tsika dzedu dziye dzakaendepiko?
kudya kwedu kuye kwakaendepi?
nyevhe yedu iye yakaendepiko?
aiyere iyere manhanga
aiyere iyere aiyerende
aiyere iyere mangada
aiyere iyere aiyerende
umbee rinenge nyama
aiyere iyere aiyerende
munyemba mufushwa
aiyere iyere aiyerende
aiyere iyere aiyerende
aiyere iyere aiyerende
aiyere iyere aiyerende
aiyere iyere aiyerende
kusvikira rinhi
tichitiza mimvuri yedu
kusvikira rinhi
aiyere iyere aiyerende
kusvikira rinhi
uchinzvenga mumvuri wako
kusvikira rinhi
aiyere iyere aiyerende
kusvikira rinhi
tichinyara mimvuri yedu
kusvikira rinhi
aiyere iyere aiyerende
zvaingori tsika nditsikewo
tsika nditsikewo
nemu mvuri wacho
tsika nditsikewo
tsika ndi tsike
ko zvaingori tsika nditsikewo
tsika nditsikewo
nemu mvura mese
tsika nditsikewo
tsika ndi tsike
zvaingori tsika nditsikewo
tsika nditsikewo
nemu mvuri wacho
tsika nditsikewo iwe
tsika ndi tsike
dada nerudzi rwako
chimiro chako nedzinza rako
pembedza rurimi
pwere dzigo yemura
dada nerudzi rwako
chimiro chako nedzinza rako
pembedza rurimi
pwere dzigo tevera
dada nerudzi rwako
chimiro chako nedzinza rako
pembedza rurimi
pwere dzigo yemura
dada nerudzi rwako
chimiro chako nedzinza rako
pembedza rurimi
pwere dzigo tevera
ko zvaingori tsika nditsikewo
tsika nditsikewo
nemu mvura mose
tsika nditsikewo iwe
tsika ndi tsike
ko zvaingori tsika nditsikewo
tsika nditsikewo
nemu mvuri wacho
tsika nditsikewo iwe
tsika ndi tsike
tsika nditsikewo
tsika ndi tsike
tsika nditsikewo
tsika ndi tsike
tsika nditsikewo
tsika ndi tsike
tsika nditsikewo
tsika ndi tsike
tsika nditsikewo
كلمات أغنية عشوائية
- coaastgxd - we the hopeless(welcome to hell) كلمات الأغنية
- mark angelo - nowhere but home كلمات الأغنية
- jhl - not so's كلمات الأغنية
- mad-k herold - emotions كلمات الأغنية
- lil gash - lonely heart كلمات الأغنية
- sik-k (korean) - 이런 young boy كلمات الأغنية
- aikko - одинаковы (same) كلمات الأغنية
- kaydy cain - si me meten preso كلمات الأغنية
- vprintsipe naelsya - аллергия (allergy) كلمات الأغنية
- luke rainsford - sweet briar كلمات الأغنية