oliver mtukudzi - murimi munhu كلمات الأغنية
[pre-chorus]
wuuuuu, ahhhh
wuuu wuuu, ahhhh
wuuuuu, nyika ivhu
murimi munhu, ivhu ivhu
murimi munhu
[chorus: oliver mtukudzi]
nyika ivhu (ivhu ndonyika)
murimi munhu, ivhu ivhu
(riine murimi)
murimi munhu
[bridge: oliver mtukudzi]
murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
[verse 1: oliver mtukudzi]
kuve muvhimi (kudya)
kana muimbi (kudya zvemurimi)
kuve munyori (kudya)
kana musori (kudya zvemurimi)
madzibaba (kudya)
nesuwo venungo (zvemurimi)
[pre-chorus]
wuuuuu, ahhhh
wuuu wuuu, ahhhh
wuuuuu, nyika ivhu
ivhu ndoonyika
[chorus: oliver mtukudzi]
murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
murimi munhu, nyika ivhu (ivhu ndoonyika)
murimi munhu, ivhu ivhu (riine murimi)
murimi munhu
[bridge: oliver mtukudzi]
murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana babawe
[verse 2: oliver mtukudzi]
kuva mudealer (kudya)
kana matsola (kudya zvemurimi)
imi mafero (kudya)
nemi madhara (kudya zvemurimi)
mablazo (kudya)
nemi magen’a (zvemurimi)
hmmmm
[bridge: oliver mtukudzi]
murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana
murimi iwe toraka badza urime, nehunyadzi hwako torarama isu
murimi iwe toraka badza urime, mvura nevhu zvoyanana tetewo
[verse 3: oliver mtukudzi]
kuve mushandi (kudya)
kana mutambi (kudya zvemurimi)
kuve mukuru (kudya)
kana kapwere (kudya zvemurimi)
madzimambo (kudya)
nemi machinda (zvemurimi)
kuve muimbi (kudya)
kana muvhimi (kudya zvemurimi)
kuve mutongi (kudya)
kana mutori (kudya zvemurimi)
madzibaba (kudya)
nemi gwenyambira (zvemurimi)
[outro]
wuuuuu, ahhhh
wuuu wuuu, ahhhh
كلمات أغنية عشوائية
- rlvst - notice كلمات الأغنية
- the woodworks - hungry كلمات الأغنية
- pedro rivera - cinco presidentes corruptos كلمات الأغنية
- káosz xd - lil nas xd كلمات الأغنية
- lando bando - coco foolish كلمات الأغنية
- marta soto - te encuentro كلمات الأغنية
- chetes - cerca de ti كلمات الأغنية
- kai du m - toc toc / mapess كلمات الأغنية
- meghan trainor - doin’ it all for you كلمات الأغنية
- 新しい学校のリーダーズ (atarashii gakko!) - fly high كلمات الأغنية