
oliver mtukudzi - akoromoka awa كلمات أغنية
mhe mhe
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
mhe mhee
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
samere mutowa
job muteswa
rob mtukudzi
inga ndinicholas
vanga ramatipa rorwadza
misodzi mokoto
aiwa ka rwendo rwacho mazoro
zvasariresu vapenyu
isu vapenyu
kufuga nekuwarira
tozadze mikombe
zvichida tichazosangana
mhe mhe
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
mhee mhee
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
mhe mhe
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
mhee mhee (mhee mhee)
mhe mhe
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
samere mutowa
job muteswa
rob mtukudzi
mhaiwe ndinichol
vanga ramatipa rorwadza
misodzi mokoto
aiwa ka rwendo rwacho mazoro
zvasariremi mupenyu
isu vapenyu
kufuga nekuwarira
tozadze mikombe
zvichida tichazosangana
mhe mhe
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
mhee mhee (mhe mhe)
mhe mhe
atakwire mukaranga
akoromoka awa
atakwire mukaranga
كلمات أغنية عشوائية
- vandals - anarchy burger (hold the government) كلمات أغنية
- vandals - an idea for a movie كلمات أغنية
- vandals - anti كلمات أغنية
- vandals - ape shall never kill ape كلمات أغنية
- vandals - appreciate my honesty كلمات أغنية
- vandals - bad birthday bash كلمات أغنية
- vandals - behind the music كلمات أغنية
- vandals - big brother vs. johnny sako كلمات أغنية
- vandals - c-h-r-i-s-t-m-a-s كلمات أغنية
- vandals - cafe 405 كلمات أغنية