
nutty o - mhumhu كلمات أغنية
(joseph akarongerwa zvakaipa nehama dzake) ah
(chavasina kuziva ndechekuti akanga aine the anointing of god) ability xtension
(zvese zvavarikuda kuti zviitike kwauri ikoko, ndinoti go back to sender) ah, ah, 9 to
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
akawanda maplan, akawanda maplan
akawanda maplan, ichiri warm up
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
akawanda maplan, akawanda maplan
akawanda maplan, ichiri warm up
ndaramba hazvikoni
hazvidzime, zvoramba zviri on
hona ishe vane ngoni
zvakawanda zviri loading
ndaramba hazvikoni
hazvidzime, zvoramba zviri on
hona musiki ane ngoni
zvakawanda zviri loading
(pullup, pullup, pullup)
hamundikwanise, mhm
hamundikwanise, mhm
muriku_judger mhumhu
muriku_judger mhumhu, mhm
hamundikwanise, mhm
hamundikwanise, mhm
muriku_judger mhumhu
muriku_judger mhumhu
vanoda kuti ndibate lose (lose)
but, handibate lose (lose)
zvinongoda attitude (_tude)
ndoramba ndiri cool (cool)
′cause hapana ane clue
kuti mwana wani uyu
ndiri mwana wajehovah, god
we done tell’em again
no, no, no
hapana pandokundika mulife
nothing can take me down
no, no, no
man, i′m movin’ with the grace of the lord
i’m ready when i′m ready, yow
no, no, no
ndiri mwana wajehovah, you can′t take me down
no, no, no
ndiri mwana wajehovah, yeah, i tell you
hamundikwanise, mhm
hamundikwanise, mhm
muriku_judger mhumhu
muriku_judger mhumhu, mhm
hamundikwanise, mhm
hamundikwanise, mhm
muriku_judger mhumhu
muriku_judger mhumhu
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
akawanda maplan, akawanda maplan
akawanda maplan, ichiri warm up
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
handisati ndatanga, handisati ndatanga (_tanga)
akawanda maplan, akawanda maplan
akawanda maplan, ichiri warm up
ndaramba hazvikoni
hazvidzime, zvoramba zviri on
hona ishe vane ngoni
zvakawanda zviri loading
ndaramba hazvikoni
hazvidzime, zvoramba zviri on
hona musiki ane ngoni
zvakawanda zviri loading
(pullup, pullup, pullup)
hamundikwanise, mhm
hamundikwanise, mhm
muriku_judger mhumhu
muriku_judger mhumhu, mhm
hamundikwanise, mhm
hamundikwanise, mhm
muriku_judger mhumhu
muriku_judger mhumhu (pablo)
yow, pablo, infinity
you know how di ting aguh already
dem can’t stop me
i′m unstoppable
worldwide
كلمات أغنية عشوائية
- autumn! - again! كلمات أغنية
- faragher brothers - silver to gold كلمات أغنية
- malvin studios - sorry denise كلمات أغنية
- merty shango - no signs كلمات أغنية
- la hyène - v8 كلمات أغنية
- pz (portugal) - realidade paralela كلمات أغنية
- noah stolee - coffee and caramel كلمات أغنية
- artz - die alone كلمات أغنية
- yung næver - langsom كلمات أغنية
- pipedream - final act كلمات أغنية