kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

nicholas zakaria - ruregerero كلمات أغنية

Loading...

[verse 1: zakaria & macheso]
ndak_mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak_mbira ruregerero dzinza rekw_ngu
ndak_mbira ruregerero zvikuru kwazvo
ndak_mbira ruregerero dzinza rekw_ngu
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
imi makafa ini ndisati ndaberekwa
makafa nezvenyu zvakakuurayai
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw_ngu
ini ndichafa nezvangu kana nguva yakwana
hatidi kutambudzana imi vedzinza rekw_ngu

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa une shungu ngwarira k_muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une shungu ngwarira k_muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa une kubatabata ngwarira k_muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
ukafa une kubatabata ngwarira k_muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k_muka chipoko apo ndaramba
shungu dzako ndedzeiko muka uite mupenyu
kwete k_muka chipoko apo ndaramba
[verse 2: macheso]
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro vana?
seiko vedzinza muchidaro isu?

[chorus: zakaria & macheso]
ukafa neshungu ngwarira k_muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa neshungu ngwarira k_muka
chipoko, ngozi, shavi nechidzangaradzimu
ukafa nekubatabata ngwarira k_muka
nyoka inoruma kutambudza vapenyu

[outro: macheso]
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe
ahuweiweiwe ahuweiweiwe

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...