kalimah.top
a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 #

nicholas zakaria - ndine mubvunzo كلمات أغنية

Loading...

[verse 1: nicholas zakaria & al!ck macheso]
varume_ee_ee ndave nemubvunzo, chinonzi rudzi chiiko? ini zvandinetsa zvandinetsaaa

mwari vakasika vanhu vaviri, mukadzi nemurume havana kusika rudzi vakasika chinonzi munhu

komungomani akabva nekupikoo
komuzeruru akabva nekupikoo
komuchikunda akabva nekupikoo
komundevere akabva nekupikoo
kuvanemarudzi ndiko kwakakonzera, kutsvinyirana, kusarura pasi rose nekuda kwemarudzi

[verse 2: nicholas zakaria & al!ck macheso]
baba tisarurireiwooo pfungwa
baba tisarurireiwooo pfungwa
mwari tisarurireiwooo pfungwa
mwari tisarurireiwooo pfungwa

[chorus: nicholas zakaria & al!ck macheso]
chatinotsvaga chiiko varume_ee_ee, tsitsiii rudooo, ndivo zvingatotibatanidza

hapana anonzi ndiye wekw_ngu munhu wese ihama yako, hapana hapana chinonzi rudziii

كلمات أغنية عشوائية

كلمات الأغنية الشائعة حالياً

Loading...