neville sigauke ft massive - 16 bars of mbira dzehiphop كلمات الأغنية
ndine mageez magwenyambira vane minwe yesimbi ,ivawo ndiwo ma geez angu kwete zvana ginimbi, ndiri wekanye kwete kanyembabhonzo or kanye west, vangapamhanye vakazama kundizama kunge taste
k_ma lyrics nyami nyami, ndinorapa setsunami, ndinenge mface wekut army, constatino wemadhami , pamabeats ndiri mbada, vakundit unodada ndoti haada, ndatora chikokoko kunge kupada
handis john wick ndiri john month, legendary kunge black panther, w_ngu um the father not any other, dai arimumwe upi rather , goated chigotokoto, ndakatopfunya chibondokoto, inini massive ndiri wenyu mese kunge makorokoto
ndakarova black n white kuita kunge gondo,muhuro mune tie,ndiri we taikondo
ndapa yangu conclusion, mbira dzehiphop zi fusion, kutikunda zi illusion,ndokudzvanyirirai se cushen
كلمات أغنية عشوائية
- grosz - se sapessi كلمات الأغنية
- kardeş türküler - burçak tarlası كلمات الأغنية
- we are only human once - heartless spider كلمات الأغنية
- сд (sd aka sadist) - замай (zamay) كلمات الأغنية
- skooly - done too much كلمات الأغنية
- tamar braxton - empty boxes كلمات الأغنية
- joe pisapia - burned out كلمات الأغنية
- lavil - campfire كلمات الأغنية
- moro - cagoulé كلمات الأغنية
- jony - star كلمات الأغنية