ndi kacee - zvese zvangu كلمات الأغنية
[intro]
oh_woah_woah_woah_woah_woah_woah
uh_huh_mmm_mmm_mmm_mmm
mmm_mmm_yeah
[verse 1]
wandiyevedza tichiri vana
ndiwe waive nyeredzi mumaziso angu
waindinakidza tichiri zvaaaaana
ndiwe waive kudya kwemoyo w_ngu
[pre_chorus]
nye nye nye nye nye nye nye
ndakusuwa dia, ndakusuwa baby
nye nye nye nye nye nye
ndakusuwa lovey, ndakusuwa sweety
[chorus]
ndoda udzoke utore moyo
utore muviri w_ngu
amai vevana vangu
ndiwe svori yangu
utore mari yangu
utore zvese zvangu
iwe uri w_ngu
uri shamwari yangu
utore moyo w_ngu
utore muviri w_ngu
amai vevana vangu
ndiwe svori yangu
utore mari yangu
utori zvese zvangu
iwe uri w_ngu
uri shamwari yangu
[verse 2]
unondifungidzisa ringo nataku (natuku)
zvеse zvangu mudiwa ndezvako (ndezvako)
ndinе ndangariro dzepatakasangana pakutanga (kutanga)
zvese zvangu mudiwa ndezvako (ndezvako)
[pre_chorus]
nye nye nye nye nye nye nye
ndakusuwa dia, ndakusuwa baby
nye nye nye nye nye nye
ndakusuwa lovey, ndakusuwa sweety
[chorus]
ndoda udzoke utore moyo
utore muviri w_ngu
amai vevana vangu
ndiwe svori yangu
utore mari yangu
utore zvese zvangu
iwe uri w_ngu
uri shamwari yangu
utore moyo w_ngu
utore muviri w_ngu
amai vevana vangu
ndiwe svori yangu
utore mari yangu
utori zvese zvangu
iwe uri w_ngu
uri shamwari yangu
utore moyo w_ngu
utore muviri w_ngu
amai vevana vangu
ndiwe svori yangu
utore mari yangu
utori zvese zvangu
iwe uri w_ngu
uri shamwari yangu
[outro]
nye nye nye nye nye nye nye
ndakusuwa dia, ndakusuwa baby
nye nye nye nye nye nye
ndakusuwa lovey, ndakusuwa sweety
كلمات أغنية عشوائية
- ben gibbard - carolina كلمات الأغنية
- bertie blackman - thump كلمات الأغنية
- beefy - 2 fingers & a tear كلمات الأغنية
- bent - sunday 29th كلمات الأغنية
- belphegor - justine: soaked in blood كلمات الأغنية
- bertine zetlitz - get what you deserve كلمات الأغنية
- belgian asociality - free كلمات الأغنية
- before the dawn - away كلمات الأغنية
- ben weaver - grieve all you want كلمات الأغنية
- bens brother - therapy كلمات الأغنية