
ndi kacee - nzizi كلمات أغنية
[intro: ndi kacee]
zo_zororai murugare
zo_zororai murugare
zorororai murugare
(takue_made_the_beat)
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari_iii munovachengetedza
uh_huh
[verse 1: ndi kacee]
ndiani
ko ndiani
angapotswe_wo nerufu, rufu
ndiani
ko ndiani
angapotswe_wo nekufa, kufa
eh, vakamotora vose
panyika yose, mugere mose
pamwe maitora dzinza rose
zvatozvachose havachadzoke vose
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
dai zviri nyore nyore
mavhura denga tivaone
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari_iii munovachengetedza
uh_huh
[verse 2: ndi kacee]
vadzimu woyee (vadzimu woye)
ndiratidzei zuva rekufa kw_ngu
nyadenga woye (nyadenga woye)
ndiratidzei zuva rekufa
dai taiziva misi nenguva
taigara tachera makuva
chero jorodhani rebhabhatizima
taigara tatotori yambuka
asi hatizivi misi nenguva
tongok_mbira mutiwedzere zuva
asi hatizivi misi nenguva
tongok_mbira muwedzere mazuva
[chorus: ndi kacee]
nzizi, nzizi
misodzi inoyerera matama senzizi, nzizi
vakatisiya aiwa vazhinji, vazhinji
asi tinovimba kuti mwari_iii munovachengetedza
uh_huh
[bridge: ndi kacee]
zo_zororai murugare
zo_zororai murugare
zorororai murugare
[outro: ndi kacee]
nzizi, nzizi
nzizi, nzizi
vazhinji, vazhinji
mwari_iii munovachengetedza
uh_huh
كلمات أغنية عشوائية
- strung out - talking to myself كلمات أغنية
- strung out - the kids كلمات أغنية
- strung out - somnombulance كلمات أغنية
- strung out - support your troops كلمات أغنية
- strung out - savant كلمات أغنية
- strung out - scarecrow كلمات أغنية
- strung out - solitaire كلمات أغنية
- t i - u don't know me كلمات أغنية
- strung out - reason to believe كلمات أغنية
- strung out - razorblade كلمات أغنية