ndi kacee - ngoma nehosho كلمات الأغنية
[intro: ndi kacee]
airule on the beat so it’s a bop!
uh_huuuh
eee_yeaaah
uh_huuh
aseeh
ayy
[verse 1: ndi kacee]
shedzai magwenyambira (mazvikokota engoma)
mhuriro nemuridzo (pachinyakare cheshona)
ridzai ngoma yamambo iya yemuriwo nemapotato_e
hombarume dzacho hadzichavhima
yava bholato bholato
[pre_chorus: ndi kacee]
kana vamborovawo chikokiyana vanotanga kudziridzawo dzemusikanzwa
kana vamborovawo chikokiyana vanotanga kudziridzawo dzemusikanzwa
idzo!
[chorus: ndi kacee]
ngoma nehosho (ridzai!)
ngoma nehosho (ridzai!)
ngoma nehosho (ridzai, vanodziridza!)
ngoma nehosho (ridzai!)
ngoma nehosho (imi ridzai!)
ngoma nehosho (ridzai, vanodziridza!)
[verse 2: ndi kacee]
hona ka_tsvarakadenga (tsvarakadenga)
dangwe ramambo (dangwe ramambo)
kandiigira sadza usavi uzere mugango (uzere mugango)
kandipa nemvura (yacho!)
kandipa nemunyu wacho (wacho!)
mhiripiri iri papi? (papi!)
kanda muchetura wacho
[pre_chorus: ndi kacee]
kabva katanga kusimudza huruva (huruva!)
katanga kusimudza huruva (huruva!)
hona kuzhinyirira (kuzhinyirira)
kuzhongonyoka (kuzhongonyoka)
mwana aifara
achiitamba
[chorus: ndi kacee]
ngoma nehosho (tamba!)
ngoma nehosho (tamba!)
ngoma nehosho (tamba!)
aitamba_a_a_a!
ngoma nehosho (tamba!)
ngoma nehosho (tamba!)
ngoma nehosho (tamba!)
aitamba_a_a_a!
كلمات أغنية عشوائية
- ch2rms - b3 كلمات الأغنية
- yung maunroe - new roads كلمات الأغنية
- mark schwaber - lijden كلمات الأغنية
- refresh worship - seek your face كلمات الأغنية
- dolly parton - bloody bones كلمات الأغنية
- amari' noelle - drinks on me كلمات الأغنية
- lazar ćirković - euforija كلمات الأغنية
- affinity - i am the walrus كلمات الأغنية
- moglii & 2ersitz - error 404 كلمات الأغنية
- ile & hunter laird - glow sticks كلمات الأغنية