malcom mufunde & yaaduniverse - tamba كلمات الأغنية
verse 1: malcom mufunde
batai vakadzi venyu
pauya vapfanha vane game kunge zoo
even watch ndeyeomega
vanoziva nguva dzese ndopedza, ah
masuburb haatityise
takabva paroots kunge kunta kinte
macider haambotidhaka, nah
torova malager sebarca
so hunzai malion anozadza barrel
ndimbochiller nawo paden kunge daniel
or ndomboita zvema blunt aya
ndoda malawi yakawanda kunge blantyre
taremerwa; nerimwe zuva zvichapera
nyangwe zvakaoma, tongoramba tichifamba nebundu sengamera
hook: tinaye
tamba; ndati tamba, iwe, tamba neni
tamba; ndati tamba, iwe, tamba neni
tamba; ndati tamba, iwе, tamba neni
tamba; ndati tamba, iwe, tamba neni
tamba
vеrse 2: malcom mufunde
vashoma vari kukwegura
youth rikurova dombo fanika benhura
tikuedza kubatanidza kunge glue
zvigunduru zvikuedza kubatanidza yeglue
pakutoda curfew
vapfanha vak_mhanya mushini kunge treadmill
no jobs for interns or gts, hey
so in turn, takuita zvepagta
at least ndikurova ngoma kunge chibhodhoro
team rikurova ng’oma nechibhodhoro
nhamo haisi yekutamba nayo
asi hama dzangu dzikutamba nhamo
zvichaguma; nerimwe zuva tichapfuma
taisafunga kuti nhamo ichapera
asi tapedo nerugare kunge kambuzuma
hook: tinaye
tamba; ndati tamba, iwe, tamba neni
tamba; ndati tamba, iwe, tamba neni
tamba; ndati tamba, iwe, tamba neni
tamba; ndati tamba, iwe, tamba neni
tamba
كلمات أغنية عشوائية
- faber - leon كلمات الأغنية
- ratatyi - white كلمات الأغنية
- slykt - o5 كلمات الأغنية
- subtronics - parabola paradox (slap it) كلمات الأغنية
- sugarhill rdot - crip cuzzo´s (old song) كلمات الأغنية
- surgeise - hoodожник كلمات الأغنية
- signs of reign - into your future v2 كلمات الأغنية
- cenizen - pistolon كلمات الأغنية
- айслип (icelip) - не хотел (did not want) كلمات الأغنية
- manim vaqueiro - apaga esse story (ao vivo) كلمات الأغنية